Dheuteronomi 11:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Hapana munhu angamirisana nemi.+ Jehovha Mwari wenyu achaita kuti vanhu vepanyika pose+ pamuchatsika vakuvhundukei nokukutyai, sezvaakakupikirai. Joshua 1:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Hapana munhu achamira zvakasimba pamberi pako mazuva ose oupenyu hwako.+ Ini zvandakava naMosesi ndichavawo newe.+ Handingakuregi kana kukusiya zvachose.+ Joshua 23:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Jehovha achadzinga marudzi makuru uye ane simba pamberi penyu.+ (Kana murimi, hapana murume akambomira pamberi penyu kusvikira nhasi.)+ VaRoma 8:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Saka, tichatii pazvinhu izvi? Kana Mwari ari kwatiri, ndiani achatirwisa?+
25 Hapana munhu angamirisana nemi.+ Jehovha Mwari wenyu achaita kuti vanhu vepanyika pose+ pamuchatsika vakuvhundukei nokukutyai, sezvaakakupikirai.
5 Hapana munhu achamira zvakasimba pamberi pako mazuva ose oupenyu hwako.+ Ini zvandakava naMosesi ndichavawo newe.+ Handingakuregi kana kukusiya zvachose.+
9 Jehovha achadzinga marudzi makuru uye ane simba pamberi penyu.+ (Kana murimi, hapana murume akambomira pamberi penyu kusvikira nhasi.)+