Dheuteronomi 7:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Achaisa madzimambo avo muruoko rwako,+ uye unofanira kuparadza mazita avo pasi pematenga.+ Hapana munhu achamirisana newe,+ kusvikira wavatsakatisa.+ Dheuteronomi 11:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Hapana munhu angamirisana nemi.+ Jehovha Mwari wenyu achaita kuti vanhu vepanyika pose+ pamuchatsika vakuvhundukei nokukutyai, sezvaakakupikirai. VaRoma 8:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Saka, tichatii pazvinhu izvi? Kana Mwari ari kwatiri, ndiani achatirwisa?+
24 Achaisa madzimambo avo muruoko rwako,+ uye unofanira kuparadza mazita avo pasi pematenga.+ Hapana munhu achamirisana newe,+ kusvikira wavatsakatisa.+
25 Hapana munhu angamirisana nemi.+ Jehovha Mwari wenyu achaita kuti vanhu vepanyika pose+ pamuchatsika vakuvhundukei nokukutyai, sezvaakakupikirai.