1 Makoronike 29:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 “Asi ini ndini ani+ uye vanhu vangu ndivanaani kuti tive nesimba rokupa nokuzvidira sezvataita?+ Nokuti zvose zvinobva kwamuri,+ uye takupai zvakabva muruoko rwenyu.
14 “Asi ini ndini ani+ uye vanhu vangu ndivanaani kuti tive nesimba rokupa nokuzvidira sezvataita?+ Nokuti zvose zvinobva kwamuri,+ uye takupai zvakabva muruoko rwenyu.