Dheuteronomi 11:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Nokuti muchayambuka Jodhani kuti mupinde mutore nyika yamuri kupiwa naJehovha Mwari wenyu, muitore kuti ive yenyu, mogara mairi.+ Joshua 4:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Vanhu vakabuda muJodhani nomusi wechigumi womwedzi wokutanga vakadzika musasa kuGirigari+ iri pamuganhu wokumabvazuva kweJeriko.
31 Nokuti muchayambuka Jodhani kuti mupinde mutore nyika yamuri kupiwa naJehovha Mwari wenyu, muitore kuti ive yenyu, mogara mairi.+
19 Vanhu vakabuda muJodhani nomusi wechigumi womwedzi wokutanga vakadzika musasa kuGirigari+ iri pamuganhu wokumabvazuva kweJeriko.