RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 9:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 “Haiwa iwe Israeri, chinzwa, nhasi uri kuyambuka Jodhani+ kuti upinde imomo, udzinge marudzi makuru neane simba kukupfuura,+ maguta makuru uye akavakirirwa kusvika kumatenga,+

  • Joshua 1:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 “Pfuurai nepakati pomusasa murayire vanhu, muchiti, ‘Gadzirai mbuva, nokuti mazuva matatu kubva zvino muchayambuka Jodhani urwu kuti mupinde uye mutore nyika yamuri kupiwa naJehovha Mwari wenyu kuti ive yenyu.’”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe