Dheuteronomi 4:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 ndinoshevedza matenga nenyika kuti zvikupupurirei nhasi,+ kuti chokwadi muchakurumidza kuparara panyika yamuri kuyambukira Jodhani kuti munoitora, ive yenyu. Hamuzovi nemazuva mazhinji pairi, nokuti chokwadi muchatsakatiswa.+ Dheuteronomi 28:63 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 63 “Zvino Jehovha zvaakafara kwazvo kuti akuitirei zvakanaka nokuita kuti muwande,+ saizvozvo Jehovha achafara kwazvo kuti akuparadzei nokukutsakatisai;+ uye muchangobviswa panyika yamuri kuenda kunotora kuti ive yenyu.+
26 ndinoshevedza matenga nenyika kuti zvikupupurirei nhasi,+ kuti chokwadi muchakurumidza kuparara panyika yamuri kuyambukira Jodhani kuti munoitora, ive yenyu. Hamuzovi nemazuva mazhinji pairi, nokuti chokwadi muchatsakatiswa.+
63 “Zvino Jehovha zvaakafara kwazvo kuti akuitirei zvakanaka nokuita kuti muwande,+ saizvozvo Jehovha achafara kwazvo kuti akuparadzei nokukutsakatisai;+ uye muchangobviswa panyika yamuri kuenda kunotora kuti ive yenyu.+