Revhitiko 17:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Naizvozvo ngavaregezve kubayira zvibayiro zvavo kumadhimoni+ akaita sembudzi avari kuita nawo unzenza.+ Uyu uchava murau nokusingagumi kwamuri, muzvizvarwa zvenyu zvose.”’ Ezekieri 23:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Haana kurega upfambi hwake hwaakabva nahwo kuIjipiti, nokuti vakanga varara naye achiri muduku, uye ndivo vakafungatira chipfuva choumhandara hwake, vakaramba vachidururira unzenza hwavo paari.+
7 Naizvozvo ngavaregezve kubayira zvibayiro zvavo kumadhimoni+ akaita sembudzi avari kuita nawo unzenza.+ Uyu uchava murau nokusingagumi kwamuri, muzvizvarwa zvenyu zvose.”’
8 Haana kurega upfambi hwake hwaakabva nahwo kuIjipiti, nokuti vakanga varara naye achiri muduku, uye ndivo vakafungatira chipfuva choumhandara hwake, vakaramba vachidururira unzenza hwavo paari.+