Eksodho 20:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Kana ukandigadzirira atari yematombo, usavaka nematombo akavezwa. Kana ukashandisa nhemo yako pairi, uchaisvibisa.+ Dheuteronomi 27:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Unofanira kuvaka atari yaJehovha Mwari wako nematombo asina kuvezwa, uye unofanira kupa Jehovha Mwari wako zvinopiwa zvinopiswa pairi.+
25 Kana ukandigadzirira atari yematombo, usavaka nematombo akavezwa. Kana ukashandisa nhemo yako pairi, uchaisvibisa.+
6 Unofanira kuvaka atari yaJehovha Mwari wako nematombo asina kuvezwa, uye unofanira kupa Jehovha Mwari wako zvinopiwa zvinopiswa pairi.+