RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 23:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 “Ndichatuma kutyiwa kwangu mberi kwako,+ ndichavhiringidza vanhu vose vauchasvika kwavari, chokwadi ndichaita kuti vavengi vako vose vakufuratire.+

  • Dheuteronomi 2:25
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 25 Nhasi ndichatanga kuita kuti marudzi ari pasi pematenga ose akuvhundukei uye akutyei, achanzwa mashoko pamusoro penyu; uye achadedera ova nemarwadzo akaita seaya okusununguka nokuda kwenyu.’+

  • Dheuteronomi 11:25
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 25 Hapana munhu angamirisana nemi.+ Jehovha Mwari wenyu achaita kuti vanhu vepanyika pose+ pamuchatsika vakuvhundukei nokukutyai, sezvaakakupikirai.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe