Eksodho 15:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Marudzi achanzwa,+ achadedera;+Marwadzo okusununguka+ achabata vagari vomuFiristiya. Eksodho 23:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 “Ndichatuma kutyiwa kwangu mberi kwako,+ ndichavhiringidza vanhu vose vauchasvika kwavari, chokwadi ndichaita kuti vavengi vako vose vakufuratire.+ Dheuteronomi 11:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Hapana munhu angamirisana nemi.+ Jehovha Mwari wenyu achaita kuti vanhu vepanyika pose+ pamuchatsika vakuvhundukei nokukutyai, sezvaakakupikirai. Joshua 2:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Akati: “Ndinoziva kuti Jehovha achakupai nyika,+ uye kuti tiri kukutyai,+ uye kuti vagari vose vomunyika vaora mwoyo nokuda kwenyu.+
27 “Ndichatuma kutyiwa kwangu mberi kwako,+ ndichavhiringidza vanhu vose vauchasvika kwavari, chokwadi ndichaita kuti vavengi vako vose vakufuratire.+
25 Hapana munhu angamirisana nemi.+ Jehovha Mwari wenyu achaita kuti vanhu vepanyika pose+ pamuchatsika vakuvhundukei nokukutyai, sezvaakakupikirai.
9 Akati: “Ndinoziva kuti Jehovha achakupai nyika,+ uye kuti tiri kukutyai,+ uye kuti vagari vose vomunyika vaora mwoyo nokuda kwenyu.+