RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 15:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Chokwadi panguva iyoyo madzishe eEdhomu achanetseka;

      Machinda eMoabhi achabatwa nokudedera.+

      Vagari vose vomuKenani vachaora mwoyo.+

  • Joshua 5:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Zvino madzimambo ose evaAmori,+ aiva mhiri kwaJodhani nechokumavirira, nemadzimambo ose evaKenani,+ aiva pedyo negungwa, paakangonzwa kuti Jehovha akanga aomesa mvura yaJodhani pamberi pevanakomana vaIsraeri kusvikira vayambuka, mwoyo yawo yakabva yatanga kutya,+ uye akanga asisinazve ushingi nokuda kwevanakomana vaIsraeri.+

  • Pisarema 112:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Munhu akaipa achazviona onetseka kwazvo.+

      ש [Shin]

      Achageda-geda mazino ake, onyangarika.+

      ת [Taw]

      Zvinodiwa nevakaipa zvichaparara.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe