1 Samueri 27:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Dhavhidhi akaenda nevarume vake kuti vanopamba vaGeshuri+ nevaGizi nevaAmareki;+ nokuti vakanga vachigara munyika yaibvira kuTeramu+ kusvikira kuShuri+ uye kusvikira kunyika yeIjipiti.
8 Dhavhidhi akaenda nevarume vake kuti vanopamba vaGeshuri+ nevaGizi nevaAmareki;+ nokuti vakanga vachigara munyika yaibvira kuTeramu+ kusvikira kuShuri+ uye kusvikira kunyika yeIjipiti.