Genesisi 25:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Vakagara kubvira paHavhira+ pedyo neShuri,+ iri pakatarisana neIjipiti, kusvikira kuAsiriya. Akagara pakatarisana nehama dzake dzose.+ Eksodho 15:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Gare gare Mosesi akaita kuti vaIsraeri vabve paGungwa Dzvuku, vakaenda kurenje reShuri,+ vakaramba vachifamba kwemazuva matatu murenje, asi havana kuwana mvura.+
18 Vakagara kubvira paHavhira+ pedyo neShuri,+ iri pakatarisana neIjipiti, kusvikira kuAsiriya. Akagara pakatarisana nehama dzake dzose.+
22 Gare gare Mosesi akaita kuti vaIsraeri vabve paGungwa Dzvuku, vakaenda kurenje reShuri,+ vakaramba vachifamba kwemazuva matatu murenje, asi havana kuwana mvura.+