Eksodho 3:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Iye akati: “Nokuti ndichava newe,+ uye ichi ndicho chiratidzo chako chokuti ndini ndakutuma:+ Kana wabudisa vanhu vacho muIjipiti, muchashumira Mwari wechokwadi muri mugomo rino.”+ Eksodho 14:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Israeri akaonawo simba guru rakanga rashandiswa naJehovha mukurwisa vaIjipiti; vanhu vakatanga kutya Jehovha, vakava nokutenda muna Jehovha naMosesi mushumiri wake.+
12 Iye akati: “Nokuti ndichava newe,+ uye ichi ndicho chiratidzo chako chokuti ndini ndakutuma:+ Kana wabudisa vanhu vacho muIjipiti, muchashumira Mwari wechokwadi muri mugomo rino.”+
31 Israeri akaonawo simba guru rakanga rashandiswa naJehovha mukurwisa vaIjipiti; vanhu vakatanga kutya Jehovha, vakava nokutenda muna Jehovha naMosesi mushumiri wake.+