1 Samueri 28:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Naizvozvo vaFiristiya vakaungana, vakaenda, vakadzika musasa muShunemi.+ Sauro akaunganidza vaIsraeri vose, vakadzika musasa muGiribhoa.+ 1 Madzimambo 1:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Zvino vakatsvaka musikana akanaka munharaunda yose yaIsraeri, vakazowana Abhishagi+ muShunemi,+ vakabva vapinda naye maiva namambo. 1 Madzimambo 2:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Iye akati: “Ndapota, taurai namambo Soromoni (nokuti haazokurambirii) kuti andipe Abhishagi+ muShunemi+ kuti ave mudzimai wangu.” 2 Madzimambo 4:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Zvino rimwe zuva Erisha akapfuura nokuShunemi,+ kwaiva nomumwe mukadzi akanga akakurumbira, uye mukadzi wacho akatanga kumumanikidza+ kuti adye zvokudya. Kazhinji paaipfuura nepo, aitsaukira ikoko kuti adye zvokudya.
4 Naizvozvo vaFiristiya vakaungana, vakaenda, vakadzika musasa muShunemi.+ Sauro akaunganidza vaIsraeri vose, vakadzika musasa muGiribhoa.+
3 Zvino vakatsvaka musikana akanaka munharaunda yose yaIsraeri, vakazowana Abhishagi+ muShunemi,+ vakabva vapinda naye maiva namambo.
17 Iye akati: “Ndapota, taurai namambo Soromoni (nokuti haazokurambirii) kuti andipe Abhishagi+ muShunemi+ kuti ave mudzimai wangu.”
8 Zvino rimwe zuva Erisha akapfuura nokuShunemi,+ kwaiva nomumwe mukadzi akanga akakurumbira, uye mukadzi wacho akatanga kumumanikidza+ kuti adye zvokudya. Kazhinji paaipfuura nepo, aitsaukira ikoko kuti adye zvokudya.