Revhitiko 26:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Vashanu venyu vachadzingirira vane zana, uye vane zana venyu vachadzingirira zviuru gumi, chokwadi vavengi venyu vachaurayiwa nebakatwa pamberi penyu.+ Dheuteronomi 28:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 “Jehovha achaita kuti vavengi vako vanokumukira vakundwe pamberi pako.+ Vachauya kuzokurwisa nenzira imwe chete, asi vachakutiza nenzira nomwe.+
8 Vashanu venyu vachadzingirira vane zana, uye vane zana venyu vachadzingirira zviuru gumi, chokwadi vavengi venyu vachaurayiwa nebakatwa pamberi penyu.+
7 “Jehovha achaita kuti vavengi vako vanokumukira vakundwe pamberi pako.+ Vachauya kuzokurwisa nenzira imwe chete, asi vachakutiza nenzira nomwe.+