Vatongi 3:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Akabva ati kwavari: “Nditeverei,+ nokuti Jehovha aisa vavengi venyu, vaMoabhi, mumaoko enyu.”+ Ivo vakamutevera, vakatora mazambuko+ aJodhani vachirwa nevaMoabhi, uye havana kubvumira chero munhu upi zvake kuyambuka.
28 Akabva ati kwavari: “Nditeverei,+ nokuti Jehovha aisa vavengi venyu, vaMoabhi, mumaoko enyu.”+ Ivo vakamutevera, vakatora mazambuko+ aJodhani vachirwa nevaMoabhi, uye havana kubvumira chero munhu upi zvake kuyambuka.