Vatongi 14:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Asi baba vake naamai vake vakati kwaari: “Pakati pevanasikana vehama dzako nepakati pevanhu vokwangu vose hapana mukadzi here,+ zvawava kuenda kunotora mudzimai pavaFiristiya vasina kudzingiswa?”+ Zvisinei Samsoni akati kuna baba vake: “Nditorerei iyeye, nokuti ndiye akandinakira.” 1 Samueri 17:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Zvino Dhavhidhi akati kuvarume vakanga vamire pedyo naye: “Murume anouraya muFiristiya+ ari uko obvisa kuzvidzwa pavaIsraeri+ achaitirwei? Nokuti muFiristiya uyu asina kudzingiswa+ ndianiko kuti ashore+ mauto akarongwa aMwari mupenyu?”+ 2 Samueri 1:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Regai kuzvitaura muGati;+Regai kuzvizivisa mumigwagwa yeAshkeroni,+Kuti vanasikana vevaFiristiya varege kufara,Kuti vanasikana vevanhu vasina kudzingiswa varege kupembera nomufaro.+
3 Asi baba vake naamai vake vakati kwaari: “Pakati pevanasikana vehama dzako nepakati pevanhu vokwangu vose hapana mukadzi here,+ zvawava kuenda kunotora mudzimai pavaFiristiya vasina kudzingiswa?”+ Zvisinei Samsoni akati kuna baba vake: “Nditorerei iyeye, nokuti ndiye akandinakira.”
26 Zvino Dhavhidhi akati kuvarume vakanga vamire pedyo naye: “Murume anouraya muFiristiya+ ari uko obvisa kuzvidzwa pavaIsraeri+ achaitirwei? Nokuti muFiristiya uyu asina kudzingiswa+ ndianiko kuti ashore+ mauto akarongwa aMwari mupenyu?”+
20 Regai kuzvitaura muGati;+Regai kuzvizivisa mumigwagwa yeAshkeroni,+Kuti vanasikana vevaFiristiya varege kufara,Kuti vanasikana vevanhu vasina kudzingiswa varege kupembera nomufaro.+