RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Samueri 17
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

1 Samueri 17:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 13:2; Vat 3:1, 3; 1Sa 9:16; 14:52; Amo 9:7
  • +2Mak 11:7; 28:18
  • +Jos 15:35; Jer 34:7
  • +1Mak 11:13

1 Samueri 17:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 21:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Nyika Yakanaka’, p. 16

1 Samueri 17:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/1/1990, p. 16

1 Samueri 17:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 17:23
  • +Jos 11:22; 2Sa 21:22; 1Mak 20:8
  • +Ge 6:15; Dhe 3:11; 2Sa 21:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 5 2016, pp. 9-10, 11-13

    Nharireyomurindi,

    5/15/2006, p. 9

    “Rugwaro Rwose,” p. 56

1 Samueri 17:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 17:38; 1Mad 22:34; 2Mak 26:14; Jer 51:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2006, p. 9

    “Rugwaro Rwose,” p. 56

1 Samueri 17:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 17:45

1 Samueri 17:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 11:23; 20:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2006, p. 9

    “Rugwaro Rwose,” p. 56

1 Samueri 17:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 33:55
  • +1Sa 8:17; 1Mak 21:3

1 Samueri 17:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 28:15, 48

1 Samueri 17:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 17:26; 2Mad 19:22; Pis 80:6
  • +Pis 33:16; Zvi 16:18; Jer 9:23

1 Samueri 17:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 8:20
  • +Dhe 20:1; Jos 1:9; 1Sa 17:24; Pis 27:1; Isa 51:12

1 Samueri 17:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 35:16, 19; Rut 1:2; 4:22; 1Sa 16:1; 17:58; Mik 5:2; Mt 2:6
  • +1Sa 16:10; 1Mak 2:13

1 Samueri 17:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 1:3
  • +1Sa 16:6
  • +1Sa 16:8; 1Mak 2:13
  • +1Sa 16:9; 2Sa 13:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/1/2011, p. 29

1 Samueri 17:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 2:15

1 Samueri 17:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 16:11, 19

1 Samueri 17:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Rut 2:14; 1Sa 25:18; 2Sa 17:28

1 Samueri 17:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 16:20; Zvi 3:27; 18:16
  • +Ge 37:14

1 Samueri 17:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 17:2; 21:9
  • +1Sa 9:16

1 Samueri 17:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaK 3:20
  • +1Sa 26:5
  • +1Sa 4:2; 23:3

1 Samueri 17:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 10:22; 17:17
  • +1Sa 30:24
  • +Ge 37:14; 1Sa 17:18

1 Samueri 17:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 17:4; 1Mak 20:5
  • +Jos 11:22; 2Sa 21:22; 1Mak 20:8
  • +1Sa 17:10

1 Samueri 17:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 13:33; Dhe 20:3; 1Sa 17:11; Isa 7:2

1 Samueri 17:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 17:10; 2Mad 19:22
  • +Jos 15:16; 1Sa 14:49; 18:17, 21
  • +1Sa 8:11; Mt 17:26

1 Samueri 17:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 17:37
  • +Pis 74:18, 22; 79:12
  • +1Sa 14:6; 18:25
  • +1Sa 17:10
  • +Jer 10:10; 1VaT 1:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 5 2016, p. 10

    Nharireyomurindi,

    5/15/2006, p. 8

1 Samueri 17:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 16:6; 1Mak 2:13
  • +Pis 37:8; Zvi 14:17, 29; 27:4
  • +1Sa 17:20
  • +1Sa 16:7; 2Mak 6:30
  • +Zvi 18:13; Mup 7:9; Mt 7:1; VaR 14:4; Jak 4:12

1 Samueri 17:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 15:1; 1Pe 3:9

1 Samueri 17:30

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 17:26
  • +1Sa 17:25

1 Samueri 17:32

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 20:3; Pis 27:3
  • +1Sa 16:18; Pis 118:6; Zvi 28:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 5 2016, p. 10

1 Samueri 17:33

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 13:31; Dhe 9:2
  • +1Sa 17:42

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 5 2016, p. 11

1 Samueri 17:34

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 14:5; Zvi 30:30; Isa 31:4; Amo 3:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/1/2011, p. 27

1 Samueri 17:35

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 14:6; 2Sa 23:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 5 2016, pp. 9-10

    Nharireyomurindi,

    9/1/2011, p. 27

1 Samueri 17:36

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 17:26
  • +1Sa 17:10; 2Mad 19:22
  • +1Sa 17:20; 1Mak 12:38
  • +Jer 10:10; 1VaT 1:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/1993, p. 25

1 Samueri 17:37

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 7:21; 2Mad 6:16; Pis 18:3; 115:11; 2VaK 1:10; VaH 11:34
  • +1Sa 14:6; Pis 97:10; 124:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 5 2016, p. 11

1 Samueri 17:38

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 5 2016, p. 11

1 Samueri 17:39

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zek 4:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 5 2016, p. 11

1 Samueri 17:40

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 20:16; 1Sa 25:29; 2Mak 26:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 5 2016, p. 11

1 Samueri 17:41

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 5 2016, p. 12

1 Samueri 17:42

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 123:4
  • +1Sa 17:33
  • +Rwi 5:10; Mari 4:7
  • +1Sa 16:12

1 Samueri 17:43

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 24:14; 2Sa 9:8; 16:9; 2Mad 8:13; Ru 14:11
  • +Vat 16:23; 2Mad 1:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 5 2016, p. 11

1 Samueri 17:44

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 18:12; Jer 9:23

1 Samueri 17:45

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 17:6; Isa 54:17
  • +2Sa 5:10; 22:33; Pis 44:5; 125:1; VaH 11:34
  • +1Sa 17:10; 2Mad 19:22

1 Samueri 17:46

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 7:2; 9:3; Jos 10:8
  • +Isa 56:9; Zva 19:17
  • +Eks 9:16; Dhe 28:10; 1Mad 8:43; 18:36; 2Mad 19:19; Pis 46:10; Isa 52:10; Dha 3:29

1 Samueri 17:47

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 44:6; Ho 1:7; Zek 4:6
  • +2Mak 20:15; Pis 46:11; Zvi 21:31
  • +Dhe 20:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 5 2016, p. 12

1 Samueri 17:48

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 27:1; Zvi 28:1

1 Samueri 17:49

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 17:57
  • +1Sa 17:37; 2Sa 21:22; 22:39; Pis 44:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 5 2016, p. 12

1 Samueri 17:50

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 3:31; 15:15; 1Sa 13:22; 17:47

1 Samueri 17:51

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 21:9
  • +Pis 18:40
  • +Dhe 28:7; Jos 23:10; VaH 11:34

1 Samueri 17:52

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 18:37
  • +1Sa 17:2, 19
  • +Jos 15:45
  • +Jos 15:36

1 Samueri 17:53

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 30:16

1 Samueri 17:54

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 31:9
  • +1Sa 21:9

1 Samueri 17:55

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 14:50
  • +1Sa 16:19, 21
  • +Eks 5:2; 1Sa 25:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2005, p. 24

1 Samueri 17:57

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 17:54

1 Samueri 17:58

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Rut 4:22; 1Sa 16:1; 1Mak 2:13; Isa 11:1; Mt 1:6; Ru 3:32; Mab 13:22; VaR 15:12
  • +1Sa 17:12; 20:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2007, p. 19

    8/1/2007, p. 31

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Sam. 17:1Jos 13:2; Vat 3:1, 3; 1Sa 9:16; 14:52; Amo 9:7
1 Sam. 17:12Mak 11:7; 28:18
1 Sam. 17:1Jos 15:35; Jer 34:7
1 Sam. 17:11Mak 11:13
1 Sam. 17:21Sa 21:9
1 Sam. 17:41Sa 17:23
1 Sam. 17:4Jos 11:22; 2Sa 21:22; 1Mak 20:8
1 Sam. 17:4Ge 6:15; Dhe 3:11; 2Sa 21:20
1 Sam. 17:51Sa 17:38; 1Mad 22:34; 2Mak 26:14; Jer 51:3
1 Sam. 17:61Sa 17:45
1 Sam. 17:71Mak 11:23; 20:5
1 Sam. 17:8Nu 33:55
1 Sam. 17:81Sa 8:17; 1Mak 21:3
1 Sam. 17:9Dhe 28:15, 48
1 Sam. 17:101Sa 17:26; 2Mad 19:22; Pis 80:6
1 Sam. 17:10Pis 33:16; Zvi 16:18; Jer 9:23
1 Sam. 17:111Sa 8:20
1 Sam. 17:11Dhe 20:1; Jos 1:9; 1Sa 17:24; Pis 27:1; Isa 51:12
1 Sam. 17:12Ge 35:16, 19; Rut 1:2; 4:22; 1Sa 16:1; 17:58; Mik 5:2; Mt 2:6
1 Sam. 17:121Sa 16:10; 1Mak 2:13
1 Sam. 17:13Nu 1:3
1 Sam. 17:131Sa 16:6
1 Sam. 17:131Sa 16:8; 1Mak 2:13
1 Sam. 17:131Sa 16:9; 2Sa 13:3
1 Sam. 17:141Mak 2:15
1 Sam. 17:151Sa 16:11, 19
1 Sam. 17:17Rut 2:14; 1Sa 25:18; 2Sa 17:28
1 Sam. 17:181Sa 16:20; Zvi 3:27; 18:16
1 Sam. 17:18Ge 37:14
1 Sam. 17:191Sa 17:2; 21:9
1 Sam. 17:191Sa 9:16
1 Sam. 17:20VaK 3:20
1 Sam. 17:201Sa 26:5
1 Sam. 17:201Sa 4:2; 23:3
1 Sam. 17:221Sa 10:22; 17:17
1 Sam. 17:221Sa 30:24
1 Sam. 17:22Ge 37:14; 1Sa 17:18
1 Sam. 17:231Sa 17:4; 1Mak 20:5
1 Sam. 17:23Jos 11:22; 2Sa 21:22; 1Mak 20:8
1 Sam. 17:231Sa 17:10
1 Sam. 17:24Nu 13:33; Dhe 20:3; 1Sa 17:11; Isa 7:2
1 Sam. 17:251Sa 17:10; 2Mad 19:22
1 Sam. 17:25Jos 15:16; 1Sa 14:49; 18:17, 21
1 Sam. 17:251Sa 8:11; Mt 17:26
1 Sam. 17:261Sa 17:37
1 Sam. 17:26Pis 74:18, 22; 79:12
1 Sam. 17:261Sa 14:6; 18:25
1 Sam. 17:261Sa 17:10
1 Sam. 17:26Jer 10:10; 1VaT 1:9
1 Sam. 17:281Sa 16:6; 1Mak 2:13
1 Sam. 17:28Pis 37:8; Zvi 14:17, 29; 27:4
1 Sam. 17:281Sa 17:20
1 Sam. 17:281Sa 16:7; 2Mak 6:30
1 Sam. 17:28Zvi 18:13; Mup 7:9; Mt 7:1; VaR 14:4; Jak 4:12
1 Sam. 17:29Zvi 15:1; 1Pe 3:9
1 Sam. 17:301Sa 17:26
1 Sam. 17:301Sa 17:25
1 Sam. 17:32Dhe 20:3; Pis 27:3
1 Sam. 17:321Sa 16:18; Pis 118:6; Zvi 28:1
1 Sam. 17:33Nu 13:31; Dhe 9:2
1 Sam. 17:331Sa 17:42
1 Sam. 17:34Vat 14:5; Zvi 30:30; Isa 31:4; Amo 3:12
1 Sam. 17:35Vat 14:6; 2Sa 23:20
1 Sam. 17:361Sa 17:26
1 Sam. 17:361Sa 17:10; 2Mad 19:22
1 Sam. 17:361Sa 17:20; 1Mak 12:38
1 Sam. 17:36Jer 10:10; 1VaT 1:9
1 Sam. 17:37Dhe 7:21; 2Mad 6:16; Pis 18:3; 115:11; 2VaK 1:10; VaH 11:34
1 Sam. 17:371Sa 14:6; Pis 97:10; 124:8
1 Sam. 17:39Zek 4:6
1 Sam. 17:40Vat 20:16; 1Sa 25:29; 2Mak 26:14
1 Sam. 17:42Pis 123:4
1 Sam. 17:421Sa 17:33
1 Sam. 17:42Rwi 5:10; Mari 4:7
1 Sam. 17:421Sa 16:12
1 Sam. 17:431Sa 24:14; 2Sa 9:8; 16:9; 2Mad 8:13; Ru 14:11
1 Sam. 17:43Vat 16:23; 2Mad 1:2
1 Sam. 17:44Zvi 18:12; Jer 9:23
1 Sam. 17:451Sa 17:6; Isa 54:17
1 Sam. 17:452Sa 5:10; 22:33; Pis 44:5; 125:1; VaH 11:34
1 Sam. 17:451Sa 17:10; 2Mad 19:22
1 Sam. 17:46Dhe 7:2; 9:3; Jos 10:8
1 Sam. 17:46Isa 56:9; Zva 19:17
1 Sam. 17:46Eks 9:16; Dhe 28:10; 1Mad 8:43; 18:36; 2Mad 19:19; Pis 46:10; Isa 52:10; Dha 3:29
1 Sam. 17:47Pis 44:6; Ho 1:7; Zek 4:6
1 Sam. 17:472Mak 20:15; Pis 46:11; Zvi 21:31
1 Sam. 17:47Dhe 20:4
1 Sam. 17:48Pis 27:1; Zvi 28:1
1 Sam. 17:491Sa 17:57
1 Sam. 17:491Sa 17:37; 2Sa 21:22; 22:39; Pis 44:7
1 Sam. 17:50Vat 3:31; 15:15; 1Sa 13:22; 17:47
1 Sam. 17:511Sa 21:9
1 Sam. 17:51Pis 18:40
1 Sam. 17:51Dhe 28:7; Jos 23:10; VaH 11:34
1 Sam. 17:52Pis 18:37
1 Sam. 17:521Sa 17:2, 19
1 Sam. 17:52Jos 15:45
1 Sam. 17:52Jos 15:36
1 Sam. 17:53Jer 30:16
1 Sam. 17:541Sa 31:9
1 Sam. 17:541Sa 21:9
1 Sam. 17:551Sa 14:50
1 Sam. 17:551Sa 16:19, 21
1 Sam. 17:55Eks 5:2; 1Sa 25:10
1 Sam. 17:571Sa 17:54
1 Sam. 17:58Rut 4:22; 1Sa 16:1; 1Mak 2:13; Isa 11:1; Mt 1:6; Ru 3:32; Mab 13:22; VaR 15:12
1 Sam. 17:581Sa 17:12; 20:6
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
  • 36
  • 37
  • 38
  • 39
  • 40
  • 41
  • 42
  • 43
  • 44
  • 45
  • 46
  • 47
  • 48
  • 49
  • 50
  • 51
  • 52
  • 53
  • 54
  • 55
  • 56
  • 57
  • 58
Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
1 Samueri 17:1-58

1 Samueri

17 Zvino vaFiristiya+ vakaunganidza mapoka avo kuti varwe. Pavakaungana paSoko,+ raJudha, vakabva vadzika musasa pakati peSoko neAzeka,+ muEfesi-dhamimu.+ 2 Asi Sauro nevarume vaIsraeri, vakaungana, vakadzika musasa mubani reEraa,+ vakagadzirira kurwa kuti vasangane nevaFiristiya. 3 VaFiristiya vakanga vakamira pagomo kudivi rino, uye vaIsraeri vakanga vakamira pagomo kudivi iro, pakati pavo paine mupata.

4 Imwe mhare yakatanga kubuda mumisasa yevaFiristiya, uye yainzi Goriyati,+ wokuGati,+ akanga akareba makubhiti matanhatu nepanoyerwa neminwe ikatambanudzwa.+ 5 Mumusoro make makanga muine ngowani yemhangura, uye akanga akapfeka nguo yokuzvidzivirira nayo ine simbi, yaiva nemakwande aipindana-pindana, uye nguo yacho yokuzvidzivirira+ nayo ine simbi yairema mashekeri zviuru zvishanu zvemhangura. 6 Pamipimbiri yake paiva nezvinodzivirira zvemhangura uye pfumo duku+ remhangura raiva pakati pemapfudzi ake. 7 Mubato womuti wepfumo rake wakanga wakaita sedanda revaruki,+ chipasa chepfumo rake chairema mashekeri mazana matanhatu esimbi; uye mutakuri wenhoo huru akanga achifamba ari pamberi pake. 8 Akabva amira, akatanga kushevedzera kumauto akarongwa evaIsraeri+ akati kwaari: “Nei muchibuda kuzogadzirira kurwa? Ini handisi muFiristiya uye imi hamusi vashandi+ vaSauro here? Sarudzai murume, uye ngaauye kwandiri. 9 Kana achikwanisa kurwa neni uye akandiuraya, tichabva tava vashandi venyu. Asi kana ini ndikamukunda uye ndikamuuraya, imi muchavawo vashandi vedu, uye muchatishandira.”+ 10 MuFiristiya wacho akati: “Ini ndinoshora+ mauto akarongwa aIsraeri nhasi. Ndipei murume, tirwisane!”+

11 Sauro+ nevaIsraeri vose pavakanzwa mashoko aya omuFiristiya, vakabva vavhunduka vakatya kwazvo.+

12 Zvino Dhavhidhi akanga ari mwanakomana womuEfrata+ uyu wokuBhetrehema raJudha ainzi Jese. Iye aiva nevanakomana vasere.+ Mumazuva aSauro murume wacho akanga atokwegura pakati pevarume. 13 Vanakomana vakuru vatatu vaJese vakaenda. Vakatevera Sauro kuhondo,+ uye vanakomana vake vatatu vakaenda kuhondo vainzi Eriyabhi+ dangwe, nomwanakomana wake wechipiri Abhinadhabhi+ nowechitatu Shamaa.+ 14 Dhavhidhi ndiye akanga ari gotwe,+ uye vakuru vacho vatatu vakatevera Sauro.

15 Dhavhidhi aienda kwaSauro uye aidzokera kuBhetrehema kunofudza makwai+ ababa vake. 16 MuFiristiya wacho airamba achiuya mberi mangwanani-ngwanani nemanheru uye achimira munzvimbo yake kwemazuva makumi mana.

17 Jese akabva ati kumwanakomana wake Dhavhidhi: “Ndapota, endesera vakoma vako efa iyi yezviyo zvakakangwa+ nezvingwa gumi izvi, uye kurumidza kuzvitakura, uende nazvo kumusasa kuvakoma vako. 18 Enda nemigove iyi gumi yomukaka kumukuru wechiuru;+ unoonawo kuti vakoma vako vakadini, uuye nechinhu chinobva kwavari chinoratidza kuti vakachengeteka.”+ 19 Munguva iyi, Sauro naivo, nevamwe varume vose vaIsraeri vakanga vari mubani reEraa,+ vachirwa nevaFiristiya.+

20 Naizvozvo Dhavhidhi akafumomuka, akasiya makwai achitarisirwa nomuchengeti, akasimudza zvinhu zvacho, akaenda sezvaakanga arayirwa naJese.+ Paakasvika pane zvakanga zvakapoteredza musasa,+ mauto ehondo akanga achienda kunzvimbo yokurwira,+ uye akashevedzera nokuda kwokurwa. 21 VaIsraeri nevaFiristiya vakatanga kugadzirira kuti uto rakarongwa risangane nerimwe uto rakarongwa. 22 Dhavhidhi akabva angosiya mukwende+ wake uchitarisirwa nomuchengeti wemikwende+ akamhanyira kunzvimbo yokurwira. Paakasvika, akatanga kubvunza kuti vakoma vake vakadini.+

23 Paakanga achiri kutaura navo, vakaona mhare iya yainzi Goriyati,+ muFiristiya wokuGati,+ ichibva kumauto akarongwa evaFiristiya, ikatanga kutaura mashoko akafanana neepakutanga,+ uye Dhavhidhi akateerera. 24 Asi varume vose vaIsraeri, pavakaona murume wacho, vakamutiza uye vakatya kwazvo.+ 25 Varume vaIsraeri vakatanga kuti: “Maona murume uyo ari kuuya here? Ari kuuya kuzoshora+ vaIsraeri. Zvino murume anomuuraya, mambo achamupfumisa nepfuma yakawanda, uye achamupa mwanasikana wake,+ uye achasunungura imba yababa vake pakati paIsraeri.”+

26 Zvino Dhavhidhi akati kuvarume vakanga vamire pedyo naye: “Murume anouraya muFiristiya+ ari uko obvisa kuzvidzwa pavaIsraeri+ achaitirwei? Nokuti muFiristiya uyu asina kudzingiswa+ ndianiko kuti ashore+ mauto akarongwa aMwari mupenyu?”+ 27 Vanhu vacho vakabva vamuudza mashoko akafanana neepakutanga, vachiti: “Murume anomuuraya achaitirwa seizvi.” 28 Mukoma wake mukuru Eriyabhi+ akanzwa paaitaura nevarume vacho, Eriyabhi akatsamwira Dhavhidhi kwazvo,+ zvokuti akati: “Wavingei kuno? Wasiya makwai aya mashomanana ainaani murenje?+ Ini ndinonyatsoziva kuzvikudza kwako nokuipa kwomwoyo wako,+ nokuti wauya kuti uone hondo.”+ 29 Dhavhidhi akati: “Zvino ndaita sei? Handina kungobvunzawo hangu here?”+ 30 Naizvozvo akatendeuka achibva pedyo naye, akatarira kune mumwe munhu, akataura mashoko akafanana neepakutanga,+ uyewo, vanhu vakamupindura zvakafanana nezvepakutanga.+

31 Naizvozvo mashoko akataurwa naDhavhidhi akanzwiwa, vakaaudza Sauro. Nokudaro iye akamutora. 32 Dhavhidhi akati kuna Sauro: “Musarega chero munhu upi zvake achipera mwoyo.+ Mushandi wenyu achaenda uye acharwa nomuFiristiya uyu.”+ 33 Asi Sauro akati kuna Dhavhidhi: “Haukwanisi kuenda kunorwa nomuFiristiya uyu,+ nokuti unongova hako mukomana,+ asi iye munhu wehondo kubvira achiri mukomana.” 34 Dhavhidhi akati kuna Sauro: “Mushandi wenyu akava mufudzi wemakwai ababa vake, pakauya shumba,+ uyewo bheya, uye chimwe nechimwe chakatakura gwai kubva paboka. 35 Asi ndakabuda, ndikachitevera, ndikachiuraya,+ ndikarinunura pamuromo wacho. Pachakatanga kundirwisa, ndakabata ndebvu dzacho, ndikachiwisira pasi, ndikachiuraya. 36 Mushandi wenyu akauraya shumba nebheya zviri zviviri; uye uyu muFiristiya asina kudzingiswa+ achava sechimwe chazvo, nokuti ashora+ mauto akarongwa+ aMwari mupenyu.”+ 37 Dhavhidhi akabva awedzera kuti: “Jehovha, akandinunura patsoka dzeshumba nepatsoka dzebheya, ndiye achandinunura paruoko rwomuFiristiya uyu.”+ Sauro akati kuna Dhavhidhi: “Enda, uye Jehovha ngaave newe.”+

38 Zvino Sauro akapfekedza Dhavhidhi nguo dzake, akaisa ngowani yemhangura mumusoro make, achibva amupfekedza nguo yokuzvidzivirira nayo ine simbi. 39 Dhavhidhi akabva asungirira bakatwa rake pamusoro penguo dzake akaedza kuenda asi akatadza, nokuti akanga asina kudzijaira. Dhavhidhi akazoti kuna Sauro: “Handikwanisi kuenda ndakapfeka zvinhu izvi, nokuti handina kuzvijaira.” Naizvozvo Dhavhidhi akazvibvisa.+ 40 Akatora tsvimbo yake, akaiisa muruoko rwake, akasarudza hurungudo shanu mumupata une rukova, akadziisa muhomwe yake yomufudzi yakanga iri nhava yake, uye chipfuramabwe+ chake chaiva muruoko rwake. Akatanga kuswedera kumuFiristiya wacho.

41 Zvino muFiristiya wacho akatanga kuuya, achiramba achiswedera pedyo naDhavhidhi, uye murume akanga akatakura nhoo huru akanga ari mberi kwake. 42 Zvino muFiristiya wacho paakatarira, akaona Dhavhidhi, akatanga kumuzvidza+ nokuti aingova hake mukomana+ mutsvuku,+ ane chitarisiko chakanaka.+ 43 Naizvozvo muFiristiya wacho akati kuna Dhavhidhi: “Ndiri imbwa+ here, zvauri kuuya kwandiri netsvimbo?” Naizvozvo muFiristiya wacho akatuka Dhavhidhi nezita ravanamwari vake.+ 44 MuFiristiya wacho akati kuna Dhavhidhi: “Ingouya kwandiri, uye ndichapa shiri dzokudenga nemhuka dzomusango nyama yako.”+

45 Dhavhidhi akatiwo kumuFiristiya wacho: “Uri kuuya kwandiri nebakatwa nepfumo uye nepfumo duku,+ asi ini ndiri kuuya kwauri ndichishandisa zita raJehovha wemauto,+ Mwari wemauto akarongwa evaIsraeri, wawashora.+ 46 Nhasi Jehovha achakuisa muruoko rwangu,+ ndichakuwisira pasi ndobvisa musoro wako pauri; uye nhasi ndichapa shiri dzokudenga nemhuka dzomusango+ zvitunha zveboka revaFiristiya; uye vanhu vepanyika pose vachaziva kuti kuna Mwari wevaIsraeri.+ 47 Ungano yose iyi ichaziva kuti Jehovha haaponesi nebakatwa kana kuti nepfumo,+ nokuti kurwa ndokwaJehovha,+ uye achakuisai mumaoko edu.”+

48 Zvino muFiristiya wacho akasimuka, akaramba achiuya, achiswedera pedyo kuti asangane naDhavhidhi, Dhavhidhi akakurumidza kumhanyira kunzvimbo yokurwira kuti asangane nomuFiristiya wacho.+ 49 Dhavhidhi akabva apinza ruoko rwake muhomwe yake, akatora dombo imomo, akaripotsera, zvokuti akarova+ muFiristiya pahuma yake uye dombo racho rakanyura muhuma yake, akawira pasi nechiso chake.+ 50 Naizvozvo Dhavhidhi, nechipfuramabwe nedombo, akava nesimba kupfuura muFiristiya uye akawisira muFiristiya wacho pasi, akamuuraya; asi muruoko rwaDhavhidhi makanga musina bakatwa.+ 51 Dhavhidhi akaramba achimhanya, akanomira pedyo nomuFiristiya wacho. Akabva atora bakatwa rake,+ akarivhomora mumuhara waro, akamuuraya, paakagura musoro wake naro.+ VaFiristiya vakaona kuti ane simba wavo akanga afa, vakatanga kutiza.+

52 Zvino varume vaIsraeri nevarume vaJudha vakasimuka, vakatanga kushevedzera, vakatevera+ vaFiristiya kusvikira kumupata+ chaiko, kusvikira kumagedhi eEkroni,+ uye vaFiristiya vakanga vakuvadzwa zvokufa vakaramba vachiwa munzira yaibva kuShaaraimu,+ kusvikira kuGati uye kusvikira kuEkroni. 53 Vanakomana vaIsraeri vakazodzoka vachibva kunodzingirira vaFiristiya, vakapamba+ misasa yavo.

54 Dhavhidhi akabva atora musoro+ womuFiristiya wacho, akaenda nawo kuJerusarema, akaisa zvombo zvake mutende rake.+

55 Zvino Sauro paakaona Dhavhidhi achibuda kuti asangane nomuFiristiya wacho, akati kuna Abhineri+ mukuru weuto: “Abhineri, mukomana uyu mwanakomana+ waani?”+ Abhineri akati: “Noupenyu hwomweya wenyu, haiwa mambo, handimbozivi!” 56 Naizvozvo mambo akati: “Ubvunze kuti mukomana uyu mwanakomana waani.” 57 Naizvozvo, Dhavhidhi paakangodzoka kubva kunouraya muFiristiya, Abhineri akabva amutora, akamuendesa pamberi paSauro aine musoro+ womuFiristiya wacho muruoko rwake. 58 Zvino Sauro akati kwaari: “Mukomana, uri mwanakomana waani?” Dhavhidhi achibva ati: “Ndiri mwanakomana womushandi wenyu Jese+ muBhetrehema.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe