RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 25:25
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 25 “‘Kana hama yako ikava murombo uye ichifanira kutengesa zvimwe zvinhu zvayo, mudzikinuri ane ukama hwepedyo nayo ngaauye adzikinure zvakatengeswa nehama yake.+

  • Dheuteronomi 25:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 “Kana vana vomunhu mumwe vachigara pamwe chete, mumwe wacho akafa asina kuva nomwanakomana, mudzimai weafa haafaniri kuva womumwe murume mutorwa, wokunze. Munun’una womurume wake ngaaende kwaari, amutore kuti ave mudzimai wake, amuitire zvaanofanira kuitirwa nomuramu.+

  • Rute 2:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 Naomi akati kumuroora wake: “Ngaakomborerwe naJehovha,+ iye asina kurega kuva nomutsa worudo+ kuvapenyu nevakafa.”+ Naomi akati kwaari: “Murume wacho ane ukama nesu.+ Iye ndomumwe wevadzikinuri+ vedu.”

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe