Eksodho 34:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Jehovha akapfuura nepamberi pechiso chake achizivisa kuti: “Jehovha, Jehovha, Mwari ane ngoni+ nenyasha,+ anononoka kutsamwa+ uye azere nomutsa worudo,+ nechokwadi,+ Rute 1:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Naomi akazoti kuvaroora vake vaviri: “Endai, dzokerai, mumwe nomumwe kuimba yaamai vake. Jehovha ngaakuitirei mutsa worudo,+ sezvamakaitira ini uye varume vaya vakafa.+ Pisarema 36:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Haiwa Mwari, mutsa wenyu worudo unokosha sei!+Vanakomana vevanhu vanotizira mumumvuri wemapapiro enyu.+ Pisarema 62:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Uyewo mutsa worudo ndowenyu, haiwa Jehovha,+Nokuti munoripa mumwe nomumwe maererano nebasa rake.+ Mariro 3:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Hatina kupera+ nokuda kwemabasa aJehovha omutsa worudo,+ nokuti ngoni dzake hadzizoperi.+
6 Jehovha akapfuura nepamberi pechiso chake achizivisa kuti: “Jehovha, Jehovha, Mwari ane ngoni+ nenyasha,+ anononoka kutsamwa+ uye azere nomutsa worudo,+ nechokwadi,+
8 Naomi akazoti kuvaroora vake vaviri: “Endai, dzokerai, mumwe nomumwe kuimba yaamai vake. Jehovha ngaakuitirei mutsa worudo,+ sezvamakaitira ini uye varume vaya vakafa.+
7 Haiwa Mwari, mutsa wenyu worudo unokosha sei!+Vanakomana vevanhu vanotizira mumumvuri wemapapiro enyu.+