Pisarema 141:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Kana munhu akarurama akandirova, waizova mutsa worudo;+Kana akanditsiura, aizova mafuta omusoro wangu,+Ayo musoro wangu waisazoda kuramba.+Nokuti ndaizongonyengetera kunyange munguva yokutambudzika kwavo.+ Zvirevo 9:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Rayiridza munhu akachenjera uye iye achawedzera kuchenjera.+ Ipa munhu akarurama zivo uye iye achawedzera kudzidza. Zvirevo 25:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Munhu akachenjera anotsiura nzeve inonzwa akaita semhete yendarama, uye chishongo chendarama chaiyo.+
5 Kana munhu akarurama akandirova, waizova mutsa worudo;+Kana akanditsiura, aizova mafuta omusoro wangu,+Ayo musoro wangu waisazoda kuramba.+Nokuti ndaizongonyengetera kunyange munguva yokutambudzika kwavo.+
9 Rayiridza munhu akachenjera uye iye achawedzera kuchenjera.+ Ipa munhu akarurama zivo uye iye achawedzera kudzidza.
12 Munhu akachenjera anotsiura nzeve inonzwa akaita semhete yendarama, uye chishongo chendarama chaiyo.+