Numeri 12:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Zvino akati: “Ndapota, inzwai mashoko angu. Kudai paiva nomuprofita wenyu nokuda kwaJehovha, ndaizozvizivisa kwaari ndichishandisa zviratidzo.+ Ndaizotaura naye achirota.+ Mateu 1:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Asi pashure pokunge afunga zvinhu izvi, ngirozi yaJehovha yakazviratidza kwaari achirota, ichiti: “Josefa, mwanakomana waDhavhidhi, usatya kuenda nomudzimai wako Mariya kumba, nokuti icho chakaumbwa maari chakaitwa nomudzimu mutsvene.+
6 Zvino akati: “Ndapota, inzwai mashoko angu. Kudai paiva nomuprofita wenyu nokuda kwaJehovha, ndaizozvizivisa kwaari ndichishandisa zviratidzo.+ Ndaizotaura naye achirota.+
20 Asi pashure pokunge afunga zvinhu izvi, ngirozi yaJehovha yakazviratidza kwaari achirota, ichiti: “Josefa, mwanakomana waDhavhidhi, usatya kuenda nomudzimai wako Mariya kumba, nokuti icho chakaumbwa maari chakaitwa nomudzimu mutsvene.+