Genesisi 15:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Zvinhu izvi zvaitika, shoko raJehovha rakasvika kuna Abramu pane zvaakaratidzwa,+ richiti: “Abramu, usatya.+ Ndiri nhoo yako.+ Mubayiro wako uchava mukuru kwazvo.”+ Genesisi 46:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Mwari akabva ataura naIsraeri nezvakaratidzwa usiku akati:+ “Jakobho, Jakobho!” iye akati: “Ndiri pano!”+ Eksodho 24:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Haana kutambanudzira ruoko rwake varume vanokudzwa vevanakomana vaIsraeri,+ asi vakaita zvokuratidzwa Mwari wechokwadi,+ vakadya, vakanwa.+ Jobho 33:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Pakurota,+ pane zvinoratidzwa+ usiku,Vanhu pavanobatwa nehope huru,Pavanenge vakakotsira vari pamubhedha.+
15 Zvinhu izvi zvaitika, shoko raJehovha rakasvika kuna Abramu pane zvaakaratidzwa,+ richiti: “Abramu, usatya.+ Ndiri nhoo yako.+ Mubayiro wako uchava mukuru kwazvo.”+
2 Mwari akabva ataura naIsraeri nezvakaratidzwa usiku akati:+ “Jakobho, Jakobho!” iye akati: “Ndiri pano!”+
11 Haana kutambanudzira ruoko rwake varume vanokudzwa vevanakomana vaIsraeri,+ asi vakaita zvokuratidzwa Mwari wechokwadi,+ vakadya, vakanwa.+
15 Pakurota,+ pane zvinoratidzwa+ usiku,Vanhu pavanobatwa nehope huru,Pavanenge vakakotsira vari pamubhedha.+