1 Samueri 2:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Kana ari Jehovha, vanorwisana naye vachatyiswa;+Achatinhira kwavari ari kumatenga.+Iye Jehovha achatonga migumo yenyika,+Kuti ape mambo wake+ simba,Kuti akwidziridze nyanga yomuzodziwa wake.”+ 2 Samueri 22:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Jehovha akatanga kutinhira ari kudenga,+Wokumusorosoro akaita kuti inzwi rake rinzwike.+
10 Kana ari Jehovha, vanorwisana naye vachatyiswa;+Achatinhira kwavari ari kumatenga.+Iye Jehovha achatonga migumo yenyika,+Kuti ape mambo wake+ simba,Kuti akwidziridze nyanga yomuzodziwa wake.”+