Joshua 7:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Joshua akabva atuma varume kuti vabve muJeriko vaende kuguta reAi,+ riri pedyo neBheti-avheni,+ kumabvazuva kweBheteri,+ akati kwavari: “Endai munosora nyika.” Naizvozvo varume vacho vakaenda, vakasora Ai.+ Joshua 18:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Muganhu wavo wakava kurutivi rwokuchamhembe kubvira kuJodhani, uye muganhu wacho wakaenda kunzvimbo yakatenuka yeJeriko+ kuchamhembe, ukakwira gomo nechokumavirira, ukagumira kurenje reBheti-avheni.+ 1 Samueri 14:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Jehovha akaponesa+ Israeri pazuva iroro, kurwa kwacho kukapfuura kuBheti-avheni.+
2 Joshua akabva atuma varume kuti vabve muJeriko vaende kuguta reAi,+ riri pedyo neBheti-avheni,+ kumabvazuva kweBheteri,+ akati kwavari: “Endai munosora nyika.” Naizvozvo varume vacho vakaenda, vakasora Ai.+
12 Muganhu wavo wakava kurutivi rwokuchamhembe kubvira kuJodhani, uye muganhu wacho wakaenda kunzvimbo yakatenuka yeJeriko+ kuchamhembe, ukakwira gomo nechokumavirira, ukagumira kurenje reBheti-avheni.+