Jeremiya 7:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Asi ndakaarayira chinhu ichi, ndichiti: “Teererai inzwi rangu,+ ndichava Mwari wenyu,+ imi muchava vanhu vangu; fambai munzira+ yose yandichakurayirai, kuti zvikufambirei zvakanaka.”’+ Jeremiya 38:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Asi Jeremiya akati: “Havazokuisai saizvozvo. Ndapota, teererai inzwi raJehovha pane zvandiri kukuudzai, zvichakufambirai zvakanaka,+ uye mweya wenyu ucharamba uchirarama.
23 Asi ndakaarayira chinhu ichi, ndichiti: “Teererai inzwi rangu,+ ndichava Mwari wenyu,+ imi muchava vanhu vangu; fambai munzira+ yose yandichakurayirai, kuti zvikufambirei zvakanaka.”’+
20 Asi Jeremiya akati: “Havazokuisai saizvozvo. Ndapota, teererai inzwi raJehovha pane zvandiri kukuudzai, zvichakufambirai zvakanaka,+ uye mweya wenyu ucharamba uchirarama.