15 “Samueri” akatanga kuti kuna Sauro: “Wandinetserei nokuita kuti ndibudiswe?”+ Sauro akati: “Ndiri kutambudzika kwazvo,+ vaFiristiya zvavari kundirwisa, uye Mwari abva+ kwandiri, haasi kundipindura, nevaprofita kana nokurota;+ zvokuti ndiri kukushevedzai kuti mundiudze zvandinofanira kuita.”+