Zvirevo 14:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Munhu asina kutenda mumwoyo achagutswa nemigumisiro yenzira dzake,+ asi munhu akanaka achagutswa nemigumisiro yezvaanoita.+ Jeremiya 2:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Izvi handizvo zvawakaita nokusiya kwako Jehovha Mwari wako+ munguva yaakakufambisa munzira here?+ VaGaratiya 6:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Musatsauswa:+ Mwari haasi wokuseka.+ Nokuti zvinodyarwa nomunhu, ndizvo zvaachakohwa;+
14 Munhu asina kutenda mumwoyo achagutswa nemigumisiro yenzira dzake,+ asi munhu akanaka achagutswa nemigumisiro yezvaanoita.+