Vatongi 16:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Zvino madzishe akabatana evaFiristiya, akaungana kuti abayire chibayiro chikuru kuna Dhagoni+ mwari wawo, kuti afare, akaramba achiti: “Mwari wedu aisa Samsoni muvengi wedu muruoko rwedu!”+ 2 Madzimambo 1:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Ahaziya akawira pasi+ nepahwindo raiva nesefa reimba yake yepadenga+ yaiva muSamariya, akarwara. Naizvozvo akatuma nhume, akati kwadziri: “Endai mubvunze+ Bhaari-zebhubhu+ mwari weEkroni+ kana ndichizopora pakurwara uku.”+
23 Zvino madzishe akabatana evaFiristiya, akaungana kuti abayire chibayiro chikuru kuna Dhagoni+ mwari wawo, kuti afare, akaramba achiti: “Mwari wedu aisa Samsoni muvengi wedu muruoko rwedu!”+
2 Ahaziya akawira pasi+ nepahwindo raiva nesefa reimba yake yepadenga+ yaiva muSamariya, akarwara. Naizvozvo akatuma nhume, akati kwadziri: “Endai mubvunze+ Bhaari-zebhubhu+ mwari weEkroni+ kana ndichizopora pakurwara uku.”+