Eksodho 20:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Usava nevamwe vanamwari+ kunze kwangu. 1 Samueri 15:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 nokuti kupandukira+ kwakafanana nechivi chokushopera,+ uye kungoita zvinhu nokuzvikudza kwakafanana nokushandisa simba remashiripiti neterafimu.+ Zvawakaramba shoko raJehovha,+ naizvozvo iye akurambawo kuti uve mambo.”+
23 nokuti kupandukira+ kwakafanana nechivi chokushopera,+ uye kungoita zvinhu nokuzvikudza kwakafanana nokushandisa simba remashiripiti neterafimu.+ Zvawakaramba shoko raJehovha,+ naizvozvo iye akurambawo kuti uve mambo.”+