2 Samueri 9:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Mefibhosheti mwanakomana waJonatani mwanakomana waSauro paakapinda maiva naDhavhidhi, akabva angowira pasi nechiso chake, akagwadama.+ Dhavhidhi akabva ati: “Mefibhosheti!” iye akati: “Ndiri pano ini mushandi wenyu.” 2 Samueri 16:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Mambo akabva ati kuna Zibha: “Tarira! Zvinhu zvose zvaMefibhosheti zvava zvako.”+ Zibha akati: “Ndinokotama.+ Ngandinzwirwe nyasha nemi, ishe wangu mambo.”
6 Mefibhosheti mwanakomana waJonatani mwanakomana waSauro paakapinda maiva naDhavhidhi, akabva angowira pasi nechiso chake, akagwadama.+ Dhavhidhi akabva ati: “Mefibhosheti!” iye akati: “Ndiri pano ini mushandi wenyu.”
4 Mambo akabva ati kuna Zibha: “Tarira! Zvinhu zvose zvaMefibhosheti zvava zvako.”+ Zibha akati: “Ndinokotama.+ Ngandinzwirwe nyasha nemi, ishe wangu mambo.”