2 Samueri 21:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Zvino nzara+ yakavapo mumazuva aDhavhidhi kwemakore matatu, gore negore; uye Dhavhidhi akabvunza Jehovha. Jehovha akabva ati: “Sauro neimba yake vane mhosva yeropa, nokuti akauraya vaGibhiyoni.”+ Mateu 7:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 nokuti nokutonga kwamuri kutonga nako, muchatongwawo nako;+ uye nechiyereso chamuri kuyera nacho, vachakuyereraiwo nacho.+
21 Zvino nzara+ yakavapo mumazuva aDhavhidhi kwemakore matatu, gore negore; uye Dhavhidhi akabvunza Jehovha. Jehovha akabva ati: “Sauro neimba yake vane mhosva yeropa, nokuti akauraya vaGibhiyoni.”+
2 nokuti nokutonga kwamuri kutonga nako, muchatongwawo nako;+ uye nechiyereso chamuri kuyera nacho, vachakuyereraiwo nacho.+