Rute 2:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Bhoazi akapindura akati kwaari: “Ndakanyatsoudzwa+ zvose zvawakaitira vamwene vako pashure pokufa kwomurume wako,+ uye kuti wakasiya sei baba vako naamai vako nenyika yehama dzako ukauya kuvanhu vawakanga usina kumboziva.+
11 Bhoazi akapindura akati kwaari: “Ndakanyatsoudzwa+ zvose zvawakaitira vamwene vako pashure pokufa kwomurume wako,+ uye kuti wakasiya sei baba vako naamai vako nenyika yehama dzako ukauya kuvanhu vawakanga usina kumboziva.+