Zvirevo 8:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 “Zvino, haiwa imi vanakomana vangu, nditeererei; chokwadi vanofara vaya vanochengeta nzira dzangu.+ Muparidzi 12:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Pashure pokunge zvinhu zvose zvanzwiwa, mhedziso yenyaya yacho ndeiyi: Itya Mwari wechokwadi+ uchengete mirayiro yake.+ Nokuti izvi ndizvo zvose zvinosungirwa kuti munhu aite.
32 “Zvino, haiwa imi vanakomana vangu, nditeererei; chokwadi vanofara vaya vanochengeta nzira dzangu.+
13 Pashure pokunge zvinhu zvose zvanzwiwa, mhedziso yenyaya yacho ndeiyi: Itya Mwari wechokwadi+ uchengete mirayiro yake.+ Nokuti izvi ndizvo zvose zvinosungirwa kuti munhu aite.