Dheuteronomi 32:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Akaramba achimukwidza panzvimbo dzakakwirira dzepanyika,+Zvokuti akadya zvibereko zvomunda.+Akaramba achiita kuti adzvute uchi hwakabva muibwe,+Nemafuta akabva mudombo rakaoma kwazvo;+ Isaya 33:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Ndiye achagara panzvimbo dzakakwirira;+ nzvimbo yake yakakwirira yakachengeteka ichava nzvimbo dzakaoma kusvika, dzine mabwe.+ Achapiwa zvokudya zvake;+ mvura yake haizoperi.”+ Isaya 58:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 ipapo uchafarira Jehovha kwazvo,+ ndichakukwidza panzvimbo dzakakwirira dzenyika;+ uye ndichaita kuti udye nhaka yepfuma yaJakobho tateguru vako,+ nokuti muromo waJehovha wazvitaura.”+
13 Akaramba achimukwidza panzvimbo dzakakwirira dzepanyika,+Zvokuti akadya zvibereko zvomunda.+Akaramba achiita kuti adzvute uchi hwakabva muibwe,+Nemafuta akabva mudombo rakaoma kwazvo;+ Isaya 33:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Ndiye achagara panzvimbo dzakakwirira;+ nzvimbo yake yakakwirira yakachengeteka ichava nzvimbo dzakaoma kusvika, dzine mabwe.+ Achapiwa zvokudya zvake;+ mvura yake haizoperi.”+ Isaya 58:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 ipapo uchafarira Jehovha kwazvo,+ ndichakukwidza panzvimbo dzakakwirira dzenyika;+ uye ndichaita kuti udye nhaka yepfuma yaJakobho tateguru vako,+ nokuti muromo waJehovha wazvitaura.”+
16 Ndiye achagara panzvimbo dzakakwirira;+ nzvimbo yake yakakwirira yakachengeteka ichava nzvimbo dzakaoma kusvika, dzine mabwe.+ Achapiwa zvokudya zvake;+ mvura yake haizoperi.”+
14 ipapo uchafarira Jehovha kwazvo,+ ndichakukwidza panzvimbo dzakakwirira dzenyika;+ uye ndichaita kuti udye nhaka yepfuma yaJakobho tateguru vako,+ nokuti muromo waJehovha wazvitaura.”+