1 Samueri 26:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Dhavhidhi akabva ati kuna Ahimereki muHiti+ naAbhishai+ mwanakomana waZeruya,+ mukoma waJoabhi: “Ndiani achaenda neni kuna Sauro mumusasa?” Abhishai akati: “Ini ndichaenda nemi.”+ 2 Samueri 21:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Abhishai+ mwanakomana waZeruya akabva abatsira+ Dhavhidhi, akawisira muFiristiya wacho pasi, akamuuraya. Panguva iyoyo varume vaDhavhidhi vakamupikira, vachiti: “Hamufaniri kuendazve nesu kuhondo,+ kuti musadzima+ rambi+ raIsraeri!”
6 Dhavhidhi akabva ati kuna Ahimereki muHiti+ naAbhishai+ mwanakomana waZeruya,+ mukoma waJoabhi: “Ndiani achaenda neni kuna Sauro mumusasa?” Abhishai akati: “Ini ndichaenda nemi.”+
17 Abhishai+ mwanakomana waZeruya akabva abatsira+ Dhavhidhi, akawisira muFiristiya wacho pasi, akamuuraya. Panguva iyoyo varume vaDhavhidhi vakamupikira, vachiti: “Hamufaniri kuendazve nesu kuhondo,+ kuti musadzima+ rambi+ raIsraeri!”