1 Makoronike 17:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Ndichagadzirira vanhu vangu vaIsraeri nzvimbo, ndovadyara,+ uye chokwadi vachagara munzvimbo dzavo dzavari, havazonetswizve; uye vanakomana vokusarurama+ havazovaparadzizve, sezvavakaita pakutanga,+ Pisarema 80:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Makaita kuti muzambiringa ubve kuIjipiti.+Makaramba muchidzinga marudzi, kuti muudyare.+
9 Ndichagadzirira vanhu vangu vaIsraeri nzvimbo, ndovadyara,+ uye chokwadi vachagara munzvimbo dzavo dzavari, havazonetswizve; uye vanakomana vokusarurama+ havazovaparadzizve, sezvavakaita pakutanga,+