2 Samueri 15:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Mambo akati kumupristi Zadhoki: “Iwe hausi muoni+ here? Dzokera kuguta norugare, pamwe chete naAhimaazi mwanakomana wako naJonatani+ mwanakomana waAbhiyatari, ivo vanakomana venyu vaviri, vamuinavo. 2 Samueri 18:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Zvino Ahimaazi+ mwanakomana waZadhoki akati: “Ndapota, regai ndimhanye, ndinoudza mambo mashoko acho, nokuti Jehovha amutongera kuti amusunungure paruoko rwevanomuvenga.”+
27 Mambo akati kumupristi Zadhoki: “Iwe hausi muoni+ here? Dzokera kuguta norugare, pamwe chete naAhimaazi mwanakomana wako naJonatani+ mwanakomana waAbhiyatari, ivo vanakomana venyu vaviri, vamuinavo.
19 Zvino Ahimaazi+ mwanakomana waZadhoki akati: “Ndapota, regai ndimhanye, ndinoudza mambo mashoko acho, nokuti Jehovha amutongera kuti amusunungure paruoko rwevanomuvenga.”+