2 Samueri 9:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Mambo akati: “Hapasisina mumwe weimba yaSauro here, kuti ndimuitire mutsa worudo waMwari?”+ Zibha akati kuna mambo: “Kuchine mwanakomana waJonatani, akaremara tsoka.”+
3 Mambo akati: “Hapasisina mumwe weimba yaSauro here, kuti ndimuitire mutsa worudo waMwari?”+ Zibha akati kuna mambo: “Kuchine mwanakomana waJonatani, akaremara tsoka.”+