Dheuteronomi 18:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 kana muprofita wacho akataura achishandisa zita raJehovha, shoko racho rikasaitika kana kuva rechokwadi, iroro ndiro shoko risina kutaurwa naJehovha. Muprofita wacho akaritaura nokuzvikudza.+ Haufaniri kumutya.’+
22 kana muprofita wacho akataura achishandisa zita raJehovha, shoko racho rikasaitika kana kuva rechokwadi, iroro ndiro shoko risina kutaurwa naJehovha. Muprofita wacho akaritaura nokuzvikudza.+ Haufaniri kumutya.’+