1 Madzimambo 13:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 akashevedzera kumunhu waMwari wechokwadi akanga abva kuJudha, achiti: “Zvanzi naJehovha, ‘Nokuti wapandukira+ zvakarayirwa naJehovha uye hauna kuchengeta murayiro wawakarayirwa naJehovha Mwari wako,+ Zvirevo 11:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Tarira! Munhu akarurama—achapiwa mubayiro+ panyika. Zvino zvakadini nomunhu akaipa nomutadzi!+ VaHebheru 12:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Nokuti Mwari wedu moto unoparadza.+
21 akashevedzera kumunhu waMwari wechokwadi akanga abva kuJudha, achiti: “Zvanzi naJehovha, ‘Nokuti wapandukira+ zvakarayirwa naJehovha uye hauna kuchengeta murayiro wawakarayirwa naJehovha Mwari wako,+