Numeri 35:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 “‘Musasvibisa nyika yamugere; nokuti ropa ndiro rinosvibisa nyika,+ uye nyika haingayananisirwi pamusoro peropa rakateurirwa pairi kunze kwokushandisa ropa romunhu anoriteura.+ 2 Samueri 3:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Dhavhidhi paakazozvinzwa, akabva ati: “Ini noumambo hwangu, takachena pamberi paJehovha nokusingagumi, pamhosva yeropa+ raAbhineri mwanakomana waNeri. 2 Samueri 3:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Joabhi naAbhishai+ mukoma wake, vakauraya Abhineri+ nokuti akanga auraya Asaheri munun’una wavo kuGibhiyoni muhondo.+ 1 Madzimambo 2:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Mambo akabva ati kwaari: “Ita sezvaataura, umurwise; umuvige, ubvise pandiri nepaimba yababa vangu ropa+ raisafanira kuteurwa, rakateurwa naJoabhi.+
33 “‘Musasvibisa nyika yamugere; nokuti ropa ndiro rinosvibisa nyika,+ uye nyika haingayananisirwi pamusoro peropa rakateurirwa pairi kunze kwokushandisa ropa romunhu anoriteura.+
28 Dhavhidhi paakazozvinzwa, akabva ati: “Ini noumambo hwangu, takachena pamberi paJehovha nokusingagumi, pamhosva yeropa+ raAbhineri mwanakomana waNeri.
30 Joabhi naAbhishai+ mukoma wake, vakauraya Abhineri+ nokuti akanga auraya Asaheri munun’una wavo kuGibhiyoni muhondo.+
31 Mambo akabva ati kwaari: “Ita sezvaataura, umurwise; umuvige, ubvise pandiri nepaimba yababa vangu ropa+ raisafanira kuteurwa, rakateurwa naJoabhi.+