Ezra 9:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Nokuti vakagamuchira vamwe vanasikana vavo nokuda kwavo uye nokuda kwevanakomana vavo;+ uye ivo, rudzi rutsvene,+ vavhengana+ nemarudzi enyika dzacho, uye ruoko rwemachinda nevatevedzeri vevatongi rwava irwo rwakanyanya+ pane kusatendeka uku.” Ezra 9:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 toputsazve mirayiro yenyu tichiroorerana+ nemarudzi eizvi zvinhu zvinosemesa here?+ Hamuzotitsamwiri zvikuru+ zvokuti hapangavi neanosara+ uye anopukunyuka here?
2 Nokuti vakagamuchira vamwe vanasikana vavo nokuda kwavo uye nokuda kwevanakomana vavo;+ uye ivo, rudzi rutsvene,+ vavhengana+ nemarudzi enyika dzacho, uye ruoko rwemachinda nevatevedzeri vevatongi rwava irwo rwakanyanya+ pane kusatendeka uku.”
14 toputsazve mirayiro yenyu tichiroorerana+ nemarudzi eizvi zvinhu zvinosemesa here?+ Hamuzotitsamwiri zvikuru+ zvokuti hapangavi neanosara+ uye anopukunyuka here?