Nehemiya 13:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Naizvozvo, pavakangonzwa mutemo wacho,+ vakatanga kutsaura+ boka rose revamwe vanhu vakanga vakavhengana vachibva kuna Israeri. 2 VaKorinde 6:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Musasungwa zvisina kukodzera pajoko nevasingatendi.+ Nokuti kururama kune ushamwari hwei nokusateerera mutemo?+ Kana kuti chiedza chine mugove wei nerima?+
3 Naizvozvo, pavakangonzwa mutemo wacho,+ vakatanga kutsaura+ boka rose revamwe vanhu vakanga vakavhengana vachibva kuna Israeri.
14 Musasungwa zvisina kukodzera pajoko nevasingatendi.+ Nokuti kururama kune ushamwari hwei nokusateerera mutemo?+ Kana kuti chiedza chine mugove wei nerima?+