1 Samueri 1:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Naizvozvo akati: “Pamusoroi, ishe wangu! Noupenyu hwomweya wenyu,+ ishe wangu, ndini mukadzi uya akanga akamira nemi munzvimbo ino kuti ndinyengetere kuna Jehovha.+ 1 Madzimambo 3:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Mumwe mukadzi wacho akabva ati: “Pamusoroi, ishe wangu,+ ini nomukadzi uyu tinogara muimba imwe chete, ini ndakasununguka mwana ndiri pedyo naye mumba macho.
26 Naizvozvo akati: “Pamusoroi, ishe wangu! Noupenyu hwomweya wenyu,+ ishe wangu, ndini mukadzi uya akanga akamira nemi munzvimbo ino kuti ndinyengetere kuna Jehovha.+
17 Mumwe mukadzi wacho akabva ati: “Pamusoroi, ishe wangu,+ ini nomukadzi uyu tinogara muimba imwe chete, ini ndakasununguka mwana ndiri pedyo naye mumba macho.