RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Madzimambo 3
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

1 Madzimambo 3:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ezr 9:2, 14
  • +Dhe 7:4; 1Mad 7:8; 9:24; 11:1; Ezr 10:10; Ne 13:27
  • +2Sa 5:7; 1Mak 11:7
  • +1Mad 7:1
  • +1Mad 8:19
  • +1Mad 9:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/2011, p. 10

1 Madzimambo 3:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 17:4; 26:30; Dhe 12:6; 1Mad 15:14; 22:43; 2Mak 33:17
  • +1Mad 5:3; 1Mak 17:4, 12; 28:6; Mab 7:47

1 Madzimambo 3:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 6:5; 10:12; Pis 145:20; Mt 22:37; 1VaK 8:3; 1Jo 5:3
  • +2Mak 17:3
  • +1Sa 7:9; 10:8; 1Mad 15:14; 22:43; 1Mak 21:26; 2Mak 1:3

1 Madzimambo 3:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 9:3; 1Mad 9:2
  • +1Mak 16:39; 21:29
  • +2Mak 1:6

1 Madzimambo 3:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 9:2; 2Mak 1:3
  • +Nu 12:6; Job 33:15
  • +2Mak 1:7

1 Madzimambo 3:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 1:8
  • +Pis 11:7
  • +1Mad 2:4

1 Madzimambo 3:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 29:1; Jer 1:6; Mt 23:12; 2VaK 12:9
  • +Nu 27:17; Dhe 31:2; 2Sa 5:2

1 Madzimambo 3:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 19:6; Dhe 7:6
  • +Ge 13:16; 22:17

1 Madzimambo 3:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 1:10; Pis 72:1; 119:34
  • +2Sa 14:17; VaH 5:14
  • +1Sa 8:6
  • +Eks 32:9; Dhe 9:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/15/2007, p. 27

    7/15/1998, pp. 29-31

1 Madzimambo 3:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 15:8

1 Madzimambo 3:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 27:24; 1Ti 6:9
  • +1Mak 22:12; 29:19; Zvi 16:16

1 Madzimambo 3:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 10:17; Mup 1:16; Isa 65:24; 1Jo 5:14
  • +1Mad 4:29; 5:12; 2Mak 1:11; Zvi 3:13
  • +Mt 12:42

1 Madzimambo 3:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 84:11; Mt 6:33; VaE 3:20
  • +1Mad 4:21; Zvi 3:16; Mup 7:11
  • +1Mad 10:23; 2Mak 1:12

1 Madzimambo 3:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 22:12
  • +1Mad 15:5; 2Mak 7:17
  • +Dhe 25:15; Pis 21:4; 91:16; Zvi 3:16

1 Madzimambo 3:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 41:7; Jer 31:26
  • +2Sa 6:17; 1Mak 16:1
  • +Re 7:11; 2Sa 6:18; 1Mak 21:29
  • +1Mad 1:33
  • +Ge 31:54; Es 1:3; Dha 5:1

1 Madzimambo 3:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 38:15; Dhe 23:17; Jos 6:17; Vat 11:1
  • +1Sa 8:20

1 Madzimambo 3:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 13:7; 1Pe 2:17

1 Madzimambo 3:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 1:23; 1VaT 2:7

1 Madzimambo 3:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 20:8

1 Madzimambo 3:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 20:26

1 Madzimambo 3:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 43:30; Isa 49:15; Jer 31:20; Ho 11:8
  • +1VaT 2:7
  • +1Sa 1:26; 1Mad 3:17
  • +VaR 1:31; 2Ti 3:3

1 Madzimambo 3:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 2:3; 3:9
  • +Jos 4:14; 1Sa 12:18; 1Mak 29:24; Pis 72:5; Zvi 24:21
  • +Ezr 7:25; Zvi 2:3; Mup 7:19; VaK 2:3; Jak 1:5

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Madz. 3:1Ezr 9:2, 14
1 Madz. 3:1Dhe 7:4; 1Mad 7:8; 9:24; 11:1; Ezr 10:10; Ne 13:27
1 Madz. 3:12Sa 5:7; 1Mak 11:7
1 Madz. 3:11Mad 7:1
1 Madz. 3:11Mad 8:19
1 Madz. 3:11Mad 9:15
1 Madz. 3:2Re 17:4; 26:30; Dhe 12:6; 1Mad 15:14; 22:43; 2Mak 33:17
1 Madz. 3:21Mad 5:3; 1Mak 17:4, 12; 28:6; Mab 7:47
1 Madz. 3:3Dhe 6:5; 10:12; Pis 145:20; Mt 22:37; 1VaK 8:3; 1Jo 5:3
1 Madz. 3:32Mak 17:3
1 Madz. 3:31Sa 7:9; 10:8; 1Mad 15:14; 22:43; 1Mak 21:26; 2Mak 1:3
1 Madz. 3:4Jos 9:3; 1Mad 9:2
1 Madz. 3:41Mak 16:39; 21:29
1 Madz. 3:42Mak 1:6
1 Madz. 3:51Mad 9:2; 2Mak 1:3
1 Madz. 3:5Nu 12:6; Job 33:15
1 Madz. 3:52Mak 1:7
1 Madz. 3:62Mak 1:8
1 Madz. 3:6Pis 11:7
1 Madz. 3:61Mad 2:4
1 Madz. 3:71Mak 29:1; Jer 1:6; Mt 23:12; 2VaK 12:9
1 Madz. 3:7Nu 27:17; Dhe 31:2; 2Sa 5:2
1 Madz. 3:8Eks 19:6; Dhe 7:6
1 Madz. 3:8Ge 13:16; 22:17
1 Madz. 3:92Mak 1:10; Pis 72:1; 119:34
1 Madz. 3:92Sa 14:17; VaH 5:14
1 Madz. 3:91Sa 8:6
1 Madz. 3:9Eks 32:9; Dhe 9:6
1 Madz. 3:10Zvi 15:8
1 Madz. 3:11Zvi 27:24; 1Ti 6:9
1 Madz. 3:111Mak 22:12; 29:19; Zvi 16:16
1 Madz. 3:12Pis 10:17; Mup 1:16; Isa 65:24; 1Jo 5:14
1 Madz. 3:121Mad 4:29; 5:12; 2Mak 1:11; Zvi 3:13
1 Madz. 3:12Mt 12:42
1 Madz. 3:13Pis 84:11; Mt 6:33; VaE 3:20
1 Madz. 3:131Mad 4:21; Zvi 3:16; Mup 7:11
1 Madz. 3:131Mad 10:23; 2Mak 1:12
1 Madz. 3:141Mak 22:12
1 Madz. 3:141Mad 15:5; 2Mak 7:17
1 Madz. 3:14Dhe 25:15; Pis 21:4; 91:16; Zvi 3:16
1 Madz. 3:15Ge 41:7; Jer 31:26
1 Madz. 3:152Sa 6:17; 1Mak 16:1
1 Madz. 3:15Re 7:11; 2Sa 6:18; 1Mak 21:29
1 Madz. 3:151Mad 1:33
1 Madz. 3:15Ge 31:54; Es 1:3; Dha 5:1
1 Madz. 3:16Ge 38:15; Dhe 23:17; Jos 6:17; Vat 11:1
1 Madz. 3:161Sa 8:20
1 Madz. 3:17VaR 13:7; 1Pe 2:17
1 Madz. 3:211Sa 1:23; 1VaT 2:7
1 Madz. 3:22Zvi 20:8
1 Madz. 3:24Zvi 20:26
1 Madz. 3:26Ge 43:30; Isa 49:15; Jer 31:20; Ho 11:8
1 Madz. 3:261VaT 2:7
1 Madz. 3:261Sa 1:26; 1Mad 3:17
1 Madz. 3:26VaR 1:31; 2Ti 3:3
1 Madz. 3:281Mad 2:3; 3:9
1 Madz. 3:28Jos 4:14; 1Sa 12:18; 1Mak 29:24; Pis 72:5; Zvi 24:21
1 Madz. 3:28Ezr 7:25; Zvi 2:3; Mup 7:19; VaK 2:3; Jak 1:5
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
1 Madzimambo 3:1-28

1 Madzimambo

3 Zvino Soromoni akaroora+ kwaFarao mambo weIjipiti, akatora mwanasikana waFarao,+ akamuunza kuGuta raDhavhidhi,+ kusvikira apedza kuvaka imba yake+ neimba yaJehovha+ norusvingo rwaipoterera Jerusarema.+ 2 Asi vanhu vaibayira zvibayiro panzvimbo dzakakwirira,+ nokuti zita raJehovha rakanga risati ravakirwa imba kusvikira pamazuva iwayo.+ 3 Soromoni akaramba achida+ Jehovha nokufamba mumirau yababa vake Dhavhidhi.+ Asi nguva dzose aibayira zvibayiro nokuita kuti zvinopiwa zvipfungaire panzvimbo dzakakwirira.+

4 Naizvozvo mambo akaenda kuGibhiyoni+ kuti anobayira zvibayiro ikoko, nokuti iyoyo ndiyo yaiva nzvimbo huru yakakwirira.+ Soromoni akabayira zvibayiro zvinopiswa zvine chiuru paatari iyoyo.+ 5 Jehovha akazviratidza+ kuna Soromoni achirota+ usiku ari muGibhiyoni; Mwari akati: “Kumbira chandingakupa.”+ 6 Soromoni akati: “Imi makaitira mushumiri wenyu Dhavhidhi, ivo baba vangu, mutsa worudo mukuru,+ zvaakafamba pamberi penyu muchokwadi nomukururama+ uye akafamba nemi nomwoyo wakarurama; makaramba muchimuchengetera mutsa worudo mukuru uyu, zvokuti makamupa mwanakomana wokuti agare pachigaro chake choumambo sezvazvakaita nhasi.+ 7 Zvino, Jehovha Mwari wangu, imi ndimi makagadza mushumiri wenyu kuti ave mambo panzvimbo yababa vangu Dhavhidhi, asi ini ndinongovawo zvangu mukomana muduku.+ Handizivi kuti ndinobuda sei uye kuti ndinopinda sei.+ 8 Mushumiri wenyu ari pakati pevanhu venyu vamakasarudza,+ vanhu vazhinji vasingagoni kuzivikanwa kuti vangani kana kuverengwa nokuda kwokuwanda kwavo.+ 9 Zvino ipai mushumiri wenyu mwoyo unoteerera kuti atonge+ vanhu venyu, kuti azive chakanaka nechakaipa;+ nokuti ndiani angakwanisa kutonga+ vanhu venyu ava vakaoma?”+

10 Zvino chinhu chacho chakafadza Jehovha, nokuti Soromoni akanga akumbira chinhu ichi.+ 11 Zvino Mwari akati kwaari: “Nokuti wakumbira chinhu ichi, uye hauna kukumbira mazuva mazhinji kana kukumbira pfuma+ kana kukumbira mweya yevavengi vako, asi wakumbira kunzwisisa kuti utonge mhosva,+ 12 tarira! ndichaita maererano nemashoko ako.+ Tarira! ndichakupa mwoyo wakachenjera, unonzwisisa,+ zvokuti hapana achaita sewe pane vakambovapo iwe usati wavapo, uye shure kwako hakuzomuki mumwe akaita sewe.+ 13 Ndichakupawo zvausina kukumbira,+ pfuma+ nokukudzwa, zvokuti hakuzovi nomunhu chero upi zvake akaita sewe pakati pemadzimambo, mazuva ako ose.+ 14 Kana ukafamba munzira dzangu nokuchengeta mirau+ yangu nemirayiro yangu, sokufamba kwakaita baba vako Dhavhidhi,+ ndichaita kuti mazuva ako ave mazhinji.”+

15 Soromoni paakamuka,+ akaona kuti kwaiva kurota. Akabva aenda kuJerusarema, akamira pamberi peareka+ yesungano yaJehovha, akapa zvibayiro zvinopiswa, akapa zvinopiwa zvokugoverana+ uye akaitira vashandi+ vake vose mutambo.+

16 Panguva iyoyo vakadzi vaviri, vaiva pfambi,+ vakapinda maiva namambo, vakamira pamberi pake.+ 17 Mumwe mukadzi wacho akabva ati: “Pamusoroi, ishe wangu,+ ini nomukadzi uyu tinogara muimba imwe chete, ini ndakasununguka mwana ndiri pedyo naye mumba macho. 18 Zvino pazuva rechitatu pashure pokunge ndasununguka, mukadzi uyu akasunungukawo. Taiva pamwe chete. Takanga tisina mumwe munhu mumba macho, kana ani zvake kunze kwedu isu vaviri taiva mumba macho. 19 Gare gare mwanakomana womukadzi uyu akafa usiku, nokuti akamutsimbirira. 20 Naizvozvo akamuka pakati pousiku, akatora mwanakomana wangu parutivi pangu, murandasikana wenyu paakanga akarara, akamuradzika pachipfuva chake, akaradzika mwanakomana wake akafa pachipfuva changu. 21 Pandakamuka mangwanani kuti ndiyamwise+ mwanakomana wangu, ndakaona akafa. Naizvozvo ndakanyatsomuongorora mangwanani, ndikaona kuti akanga asiri mwanakomana wangu wandakanga ndabereka.” 22 Asi mumwe mukadzi wacho akati: “Aiwa, mwanakomana wangu ndiye mupenyu, asi akafa ndiye mwanakomana wako!” Nguva yose iyi mukadzi uyu akanga achiti: “Aiwa, mwanakomana wako ndiye akafa, asi mupenyu ndiye mwanakomana wangu.” Vakaramba vachitaura vari pamberi pamambo.+

23 Mambo akazoti: “Uyu ari kuti, ‘Mupenyu uyu ndiye mwanakomana wangu, asi akafa ndiye mwanakomana wako!’ uye uyo ari kuti, ‘Aiwa, akafa ndiye mwanakomana wako, asi mupenyu ndiye mwanakomana wangu!’” 24 Mambo akati:+ “Varume, ndipei bakatwa.” Naizvozvo vakauya nebakatwa pamberi pamambo. 25 Mambo akati: “Chekai mwana mupenyu nepakati mupe imwe hafu kune mumwe mukadzi uye imwe hafu yacho kune mumwe wacho.” 26 Mukadzi akanga ari muridzi womwanakomana mupenyu akabva ati kuna mambo (nokuti akanzwa kurwadziwa nechomukati make+ pamusoro pomwanakomana wake,+ zvokuti akati): “Pamusoroi,+ ishe wangu! Mupei henyu mwana wacho mupenyu. Musambomuuraya henyu.” Panguva yose iyi uyu mumwe mukadzi akanga achiti: “Haazovi wangu kana wako. Muchekei!”+ 27 Mambo akabva apindura, akati: “Imi ipai mukadzi uyo mwana mupenyu, uye musambomuuraya. Ndivo amai vake.”

28 Zvino vaIsraeri vose vakanzwa nezvokutonga+ kwakanga kwaitwa namambo; vakatya mambo,+ nokuti vakaona kuti akanga aine uchenjeri+ hwaMwari kuti atonge.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe