2 Samueri 8:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Joabhi+ mwanakomana waZeruya ndiye aitarisira uto racho; uye Jehoshafati+ mwanakomana waAhirudhi aiva munyori wezvaiitika. 2 Samueri 20:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Adhoramu+ aitarisira vaya vakanga vatorwa nokuda kwebasa rokumanikidzirwa; uye Jehoshafati+ mwanakomana waAhirudhi ndiye aiva munyori wezvaiitika. 1 Makoronike 18:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Joabhi mwanakomana waZeruya ndiye aitarisira uto racho,+ uye Jehoshafati+ mwanakomana waAhirudhi aiva munyori wezvaiitika.
16 Joabhi+ mwanakomana waZeruya ndiye aitarisira uto racho; uye Jehoshafati+ mwanakomana waAhirudhi aiva munyori wezvaiitika.
24 Adhoramu+ aitarisira vaya vakanga vatorwa nokuda kwebasa rokumanikidzirwa; uye Jehoshafati+ mwanakomana waAhirudhi ndiye aiva munyori wezvaiitika.
15 Joabhi mwanakomana waZeruya ndiye aitarisira uto racho,+ uye Jehoshafati+ mwanakomana waAhirudhi aiva munyori wezvaiitika.