Zvakazarurwa 21:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Uyewo, magedhi gumi nemaviri akanga ari emaparera gumi nemaviri; gedhi rimwe nerimwe rakanga rakagadzirwa neparera+ rimwe chete. Mugwagwa wakafara weguta wakanga uri wendarama chaiyo, segirazi rinoonekera.
21 Uyewo, magedhi gumi nemaviri akanga ari emaparera gumi nemaviri; gedhi rimwe nerimwe rakanga rakagadzirwa neparera+ rimwe chete. Mugwagwa wakafara weguta wakanga uri wendarama chaiyo, segirazi rinoonekera.