RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvakazarurwa 21
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zvakazarurwa 21:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 65:17; 2Pe 3:13
  • +Isa 66:22
  • +2Pe 3:10
  • +Zva 20:11
  • +Isa 57:20; Zva 17:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa,

    12/2019, p. 6

    Zvakazarurwa, p. 301

    Nharireyomurindi,

    6/15/2001, p. 31

    4/15/2000, p. 12

    7/15/1991, pp. 5-6

    9/15/1990, p. 6

    Mukai!,

    1/8/1997, p. 31

    Kukurukurirana, pp. 283-284

    Kupukunyuka, pp. 111-112

Zvakazarurwa 21:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 52:1
  • +VaH 12:22; Zva 3:12
  • +Zva 19:7
  • +Mt 9:15; Joh 3:29

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa, nyaya 145

    Kunamata Kwakachena, p. 225

    Nharireyomurindi,

    7/15/2010, p. 5

    7/1/1995, pp. 13-14

    1/1/1993, p. 7

    7/15/1991, pp. 5-6

    Zvakazarurwa, p. 301

    Kukurukurirana, pp. 284-285

Zvakazarurwa 21:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 37:27
  • +Pis 15:1
  • +Isa 66:23
  • +Eze 43:7; 48:35

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 26

    Nharireyomurindi,

    3/15/2013, p. 23

    7/15/1991, pp. 5-6

    Zvakazarurwa, pp. 301-303

    “Rugwaro Rwose,” p. 8

    Kukurukurirana, pp. 284-285

    “Tarirai!” bhurocha, pp. 29-30

Zvakazarurwa 21:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 65:19; Zva 7:17
  • +Isa 25:8; 1VaK 15:26
  • +Isa 35:10; 65:19
  • +2Pe 3:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 2

    Mukai!,

    nha. 1 2021 p. 13

    7/8/1994, pp. 21-22, 27-28

    Nharireyomurindi,

    12/1/2013, p. 11

    9/15/2012, p. 10

    8/1/2012, p. 22

    1/15/2012, p. 30

    12/1/2009, pp. 5-6

    8/15/2006, p. 31

    4/15/2000, pp. 12-13

    7/15/1990, p. 5

    Zvakazarurwa, p. 303

    “Tarirai!” bhurocha, pp. 29-30

Zvakazarurwa 21:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 18:18; Isa 6:1; Zva 4:2
  • +Isa 42:9; Mari 5:21; Eze 36:26; 2Pe 3:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa,

    12/2019, p. 6

    Swedera Pedyo naJehovha, pp. 81-86

    Zvakazarurwa, pp. 303-304

    Nharireyomurindi,

    4/15/2000, p. 14

    7/15/1991, pp. 5-6

Zvakazarurwa 21:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 1:8; 22:13
  • +Pis 36:9; Isa 55:1; Zva 7:17; 22:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    10/2016, p. 22

    Shanduro yeNyika Itsva (2019), p. 1948

    Zvakazarurwa, pp. 303-304

Zvakazarurwa 21:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 15:28; Zva 3:12
  • +2Sa 7:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 304

Zvakazarurwa 21:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 11:20; VaH 3:19; 1Jo 5:10
  • +VaR 1:24; 1VaK 6:9
  • +1Jo 3:15
  • +VaE 5:5
  • +VaG 5:20
  • +Joh 8:44; Mab 5:3; 1Ti 1:10
  • +Mt 5:22; 18:9; Jak 3:6
  • +Isa 30:33; Mt 10:28; Zva 19:20
  • +Zvi 10:7; VaH 10:26; Zva 2:11; 20:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa, nyaya 76

    Shanduro yeNyika Itsva (2019), p. 1959

    Zvakazarurwa, pp. 304-305

Zvakazarurwa 21:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 26:21; Zva 15:1
  • +Pis 45:9; Zva 19:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/2007, p. 13

    Zvakazarurwa, pp. 305-306

Zvakazarurwa 21:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 2:2; Eze 40:2; Mik 4:1
  • +Isa 52:1
  • +VaH 12:22; Zva 3:12; 21:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 305-306

Zvakazarurwa 21:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 60:1
  • +Eks 24:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 302, 305-306

Zvakazarurwa 21:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 60:18
  • +Eks 28:21; 39:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kunamata Kwakachena, p. 225

    Zvakazarurwa, pp. 302, 306

Zvakazarurwa 21:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 22:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 302, 306

Zvakazarurwa 21:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 11:10
  • +Mt 10:2; Ru 6:13; Mab 1:13; VaE 2:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 302, 306

    Nharireyomurindi,

    10/15/1997, pp. 13-14

Zvakazarurwa 21:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 40:3; Zva 11:1
  • +Eze 40:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 306

Zvakazarurwa 21:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 3:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 306-307

Zvakazarurwa 21:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 306-307

Zvakazarurwa 21:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 4:3; 21:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 307-308

Zvakazarurwa 21:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 54:11
  • +Isa 54:12
  • +Eks 28:18; Eze 28:13
  • +Eks 39:11; Job 28:6
  • +Eks 28:17; Zva 4:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 307-308

Zvakazarurwa 21:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 28:20; Rwi 5:14; Eze 1:16; Dha 10:6
  • +Eks 28:17; 39:10; Job 28:19; Eze 28:13
  • +Eks 28:19; 39:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 307-308

Zvakazarurwa 21:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Es 1:6; Job 28:18; Mt 13:46

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 307-308

Zvakazarurwa 21:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 7:49
  • +Pis 11:4
  • +Eks 6:3; Zva 15:3
  • +VaE 2:20
  • +Joh 4:23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 309

Zvakazarurwa 21:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 60:19; Zva 22:5
  • +Joh 1:9; Mab 26:13; VaH 1:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 309-310

Zvakazarurwa 21:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 60:3
  • +Pis 138:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 310

Zvakazarurwa 21:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 60:11
  • +Isa 60:20

Zvakazarurwa 21:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 60:5

Zvakazarurwa 21:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 6:9; VaG 5:21
  • +Pis 5:6; VaK 3:9; Zva 21:8
  • +Isa 52:1
  • +Dha 12:1; VaF 4:3; Zva 13:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 306, 310

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvak. 21:1Isa 65:17; 2Pe 3:13
Zvak. 21:1Isa 66:22
Zvak. 21:12Pe 3:10
Zvak. 21:1Zva 20:11
Zvak. 21:1Isa 57:20; Zva 17:15
Zvak. 21:2Isa 52:1
Zvak. 21:2VaH 12:22; Zva 3:12
Zvak. 21:2Zva 19:7
Zvak. 21:2Mt 9:15; Joh 3:29
Zvak. 21:3Eze 37:27
Zvak. 21:3Pis 15:1
Zvak. 21:3Isa 66:23
Zvak. 21:3Eze 43:7; 48:35
Zvak. 21:4Isa 65:19; Zva 7:17
Zvak. 21:4Isa 25:8; 1VaK 15:26
Zvak. 21:4Isa 35:10; 65:19
Zvak. 21:42Pe 3:7
Zvak. 21:52Mak 18:18; Isa 6:1; Zva 4:2
Zvak. 21:5Isa 42:9; Mari 5:21; Eze 36:26; 2Pe 3:13
Zvak. 21:6Zva 1:8; 22:13
Zvak. 21:6Pis 36:9; Isa 55:1; Zva 7:17; 22:1
Zvak. 21:71VaK 15:28; Zva 3:12
Zvak. 21:72Sa 7:14
Zvak. 21:8VaR 11:20; VaH 3:19; 1Jo 5:10
Zvak. 21:8VaR 1:24; 1VaK 6:9
Zvak. 21:81Jo 3:15
Zvak. 21:8VaE 5:5
Zvak. 21:8VaG 5:20
Zvak. 21:8Joh 8:44; Mab 5:3; 1Ti 1:10
Zvak. 21:8Mt 5:22; 18:9; Jak 3:6
Zvak. 21:8Isa 30:33; Mt 10:28; Zva 19:20
Zvak. 21:8Zvi 10:7; VaH 10:26; Zva 2:11; 20:6
Zvak. 21:9Re 26:21; Zva 15:1
Zvak. 21:9Pis 45:9; Zva 19:7
Zvak. 21:10Isa 2:2; Eze 40:2; Mik 4:1
Zvak. 21:10Isa 52:1
Zvak. 21:10VaH 12:22; Zva 3:12; 21:2
Zvak. 21:11Isa 60:1
Zvak. 21:11Eks 24:10
Zvak. 21:12Isa 60:18
Zvak. 21:12Eks 28:21; 39:14
Zvak. 21:13Zva 22:14
Zvak. 21:14VaH 11:10
Zvak. 21:14Mt 10:2; Ru 6:13; Mab 1:13; VaE 2:20
Zvak. 21:15Eze 40:3; Zva 11:1
Zvak. 21:15Eze 40:5
Zvak. 21:16Zva 3:12
Zvak. 21:18Zva 4:3; 21:11
Zvak. 21:19Isa 54:11
Zvak. 21:19Isa 54:12
Zvak. 21:19Eks 28:18; Eze 28:13
Zvak. 21:19Eks 39:11; Job 28:6
Zvak. 21:19Eks 28:17; Zva 4:3
Zvak. 21:20Eks 28:20; Rwi 5:14; Eze 1:16; Dha 10:6
Zvak. 21:20Eks 28:17; 39:10; Job 28:19; Eze 28:13
Zvak. 21:20Eks 28:19; 39:12
Zvak. 21:21Es 1:6; Job 28:18; Mt 13:46
Zvak. 21:22Mab 7:49
Zvak. 21:22Pis 11:4
Zvak. 21:22Eks 6:3; Zva 15:3
Zvak. 21:22VaE 2:20
Zvak. 21:22Joh 4:23
Zvak. 21:23Isa 60:19; Zva 22:5
Zvak. 21:23Joh 1:9; Mab 26:13; VaH 1:3
Zvak. 21:24Isa 60:3
Zvak. 21:24Pis 138:4
Zvak. 21:25Isa 60:11
Zvak. 21:25Isa 60:20
Zvak. 21:26Isa 60:5
Zvak. 21:271VaK 6:9; VaG 5:21
Zvak. 21:27Pis 5:6; VaK 3:9; Zva 21:8
Zvak. 21:27Isa 52:1
Zvak. 21:27Dha 12:1; VaF 4:3; Zva 13:8
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
Zvakazarurwa 21:1-27

Zvakazarurwa

21 Zvino ndakaona denga idzva+ nenyika itsva;+ nokuti denga rekare+ nenyika yekare+ zvakanga zvapfuura, uye gungwa+ rakanga risisipo. 2 Ndakaonawo guta dzvene,+ Jerusarema Idzva, richiburuka kudenga+ richibva kuna Mwari, rakagadzirwa somwenga+ akashongera murume wake.+ 3 Naizvozvo ndakanzwa inzwi guru richibva kuchigaro choumambo richiti: “Tarirai! Tende+ raMwari riri pakati pevanhu, iye achagara+ navo, uye ivo vachava vanhu vake.+ Mwari pachake achava navo.+ 4 Achapukuta misodzi yose+ pamaziso avo, rufu haruchazovipo,+ kana kuchema kana kuridza mhere kana kurwadziwa hazvingazovipozve.+ Zvinhu zvokutanga zvapfuura.”+

5 Uya akanga agere pachigaro choumambo+ akati: “Tarirai! Ndiri kuita kuti zvinhu zvose zvive zvitsva.”+ Uyewo, akati: “Nyora, nokuti mashoko aya akatendeka uye ndeechokwadi.” 6 Uye akati kwandiri: “Zvaitika! Ndini Arufa naOmega, mavambo nomugumo.+ Munhu wose anonzwa nyota ndichamupa mvura inobva muchitubu chemvura youpenyu asingatengi.+ 7 Munhu wose anokunda achagara nhaka yezvinhu izvi, uye ndichava Mwari wake+ uye iye achava mwanakomana wangu.+ 8 Asi kana dziri mbwende nevaya vasina kutenda+ nevanonyangadza mutsvina yavo+ nemhondi+ nezvifeve+ nevaya vanoita zvemidzimu nevanonamata zvidhori+ nevarevi venhema+ vose, mugove wavo uchava mugungwa rinopfuta moto+ nesarufa.+ Iri rinomirira rufu rwechipiri.”+

9 Zvino kwakauya imwe yengirozi nomwe dzakanga dziine ndiro nomwe dzakanga dzizere nematambudziko manomwe okupedzisira,+ uye yakataura neni ikati: “Uya pano, ndichakuratidza mwenga, mudzimai weGwayana.”+ 10 Naizvozvo yakanditakura musimba romudzimu ikandiendesa kugomo guru refu refu,+ uye yakandiratidza guta dzvene+ Jerusarema richiburuka kudenga richibva kuna Mwari,+ 11 riine kubwinya kwaMwari.+ Kupenya kwaro kwakanga kwakafanana nedombo rinokosha kwazvo, sedombo rejaspa rinopenya zvinoonekera sekristaro.+ 12 Rakanga riine rusvingo rukuru rurefu refu+ uye raiva nemagedhi gumi nemaviri, uye pamagedhi acho paiva nengirozi gumi nembiri, uye paiva nemazita akanga akanyorwa, aya emadzinza gumi nemaviri evanakomana vaIsraeri.+ 13 Kumabvazuva kwaiva nemagedhi matatu, kuchamhembe magedhi matatu, kumaodzanyemba magedhi matatu, uye kumavirira magedhi matatu.+ 14 Rusvingo rweguta rwaivawo nematombo enheyo+ gumi nemaviri, uye paari paiva nemazita gumi nemaviri evaapostora gumi nevaviri+ veGwayana.

15 Zvino iye akanga achitaura neni akanga akabata chiyereso chetsanga yendarama,+ kuti ayere guta nemagedhi aro norusvingo rwaro.+ 16 Guta rakanga riine mativi mana akaenzana, uye kureba kwaro kwakanga kwakafanana nokufara kwaro. Akayera guta+ netsanga, zvikaita makiromita anenge zviuru zviviri nemazana maviri nemakumi maviri; kureba nokufara nokukwirira kwaro zvakanga zvakaenzana. 17 Akayerawo rusvingo rwaro, rukaita makubhiti zana nemakumi mana nemana, maererano nokuyera kwomunhu, kwakafananawo nokwengirozi. 18 Zvino rusvingo rwaro rwakanga rwakavakwa nejaspa,+ uye guta racho rakanga riri rendarama chaiyo yakafanana negirazi rinoonekera. 19 Nheyo+ dzorusvingo rweguta dzakanga dzakashongedzwa nematombo anokosha+ emarudzi ose: nheyo yokutanga yakanga iri yejaspa,+ yechipiri yesafaya,+ yechitatu yekaresidhoni, yechina yeemaradhi,+ 20 yechishanu yesadhonikisi, yechitanhatu yesadhiyo, yechinomwe yekrisoriti,+ yechisere yebheriri, yechipfumbamwe yetopazi,+ yechigumi yekrisoprasi, yechigumi neimwe yehiyasindi, yechigumi nembiri yeametesti.+ 21 Uyewo, magedhi gumi nemaviri akanga ari emaparera gumi nemaviri; gedhi rimwe nerimwe rakanga rakagadzirwa neparera+ rimwe chete. Mugwagwa wakafara weguta wakanga uri wendarama chaiyo, segirazi rinoonekera.

22 Zvino ini handina kuona temberi mariri,+ nokuti Jehovha+ Mwari Wemasimbaose+ uye Gwayana+ ndivo temberi+ yaro. 23 Guta racho haridi haro zuva kana mwedzi kuti zvivhenekere pariri, nokuti kubwinya kwaMwari kwakarivhenekera,+ uye rambi raro rakanga riri Gwayana.+ 24 Marudzi achafamba nechiedza charo,+ uye madzimambo enyika achaunza kubwinya kwawo mariri.+ 25 Magedhi aro haazombovharwi masikati,+ nokuti usiku hauzovipo imomo.+ 26 Vachaunza kubwinya nokukudzwa zvemarudzi mariri.+ 27 Asi zvinhu zvose zvisiri zvitsvene uye vanhu vose vanoramba vachiita chinhu chinonyangadza+ nenhema+ havazombopindi mariri;+ asi vaya chete vakanyorwa mumupumburu woupenyu weGwayana ndivo vachapinda.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe